Sunday, April 28

Breaking News Update Zvavekutyisa Benoni Wattville Mukadzi Wekuuraya Murume Kokucheka Cheka Mushure Mekunge Body Yatadza Kutsva

UPDATE | Mukadzi wekuuraya murume wake kuWattville, Benoni, zita rake anonzi Tatenda Mhlanga, born in Seke, kumusha anobva kwaChiv

 

 

 

 

 

i. Murume wake zita ainzi Brighton. So mukadzi uyu arikunzi akauraya murume musiwe Thursday, atambozama kupisa chitunha zvikaramba, akazobatwa nezuro achida kunorasa chitunha.

 

 

 

 

 

On Friday akaenda kuhama dzemurume nePassport akati hama yenyu iri missing apa achiziva hake kuti munhu akafa. Anyone with info, please contact the police on: 08600-10111

 

 

 

 

Previous Post: Nezuro kuWattville, Benoni pane murume nemukadzi vakabatwa vane Suitcase ranga rine chitunha chakadimburwa kuita maPiece maPiece. Pavakamiswa nevanhu vanga vachiita maPatrols in the area mukadzi

 

 

 

 

muZimbo ane 33 years managed to escape but murume ane 53 years (nationality not mentioned) akabva abatwa. Murume paakabvuzwa, akati mukadzi atiza anga ari girlfriend yemufi and vanga vachigara vese kuActonville.Yoooh zvivindi zvekupisa ozoona kt aramba kupera oti rega ndigure-gure atakurike musuitcase..yaaa zvakaoma

  • Share: