General Hungwe Dies A funeral parade for the late Brigadier-General (Rtd) Jonathan Willie Hungwe will be held at 4 Infantry Brigade in Masvingo today, as the nation pays tribute to the former senior military officer. Brigadier-General (Rtd) Hungwe died on February 26 in Rutenga, Masvingo Province. Mourners are gathered at Subdivision 3 Arco Ranch in Mwenezi to honour his life and service.mafiro akuita magenerals (rtd) bho here.something iz wrongmageneral ezanupf not enyika ngavazorore murugare kusiya maparadza nyika
High drama as a #SouthAfrican lady demands money from a #Nigerian man after spending a night together. So she is proud of doing that go work and stop selling your body to Nigerians ???liyeke ukusihlaza siyi south africaYour money ? How come its in his hands if you claim so.Get a bitch ?♀️It's Dudula during the day, and business at night
Kwanzi ava Ndi Mai Zinyoro vanobva kwa Chihota pa Chirenje kwa Jani kwanzi vakapondwa nekutemwa ne demo nemwana wavo ane 17 years achida kuti avape Mari yekuti andoputa ma dhiragisi, vakanga vatumirwa Mari yekuti vando bhadhara school fees yemunwe mwana, uyu apedza ku aponda akabva ava zvuva kwa kundo va kandira mumunda muchibage umo Maa kanga achera gomba ???Yoowe kani.mwari touraiwa nevana vataka zvara mweya rudziko wagara muvana vedu mwari tenga takundikana pindirai murimi.mwari Shem sorryRest In peace my dear so sad indeed ??9 months then breastfeeding kuyarutsa uchitambura mwana achirwara kumuendesa kichikoro taking all responsibility as a mother then kumagumo ndiye okuponda ummm zvakaomesa
Mbuya Vanakirwa NeBota Vakachema Kunge Vafirwa Watch video irimo ku WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39
Sh0cking!! Zimbabwean Man d!es during s3x after taking s3x steroids to enhance his escapade. The Zimbabwean man was based in Newtown Johannesburg, South Africa at the Zimbabwe Crossborder Bus Terminus known as Big 5. Big 5 worked for Sable Class Bus Company,news on the ground is that he had hired a prostitute for a night of joy stick ride after taking s3x enhancing tablets he collapsed immediately after s3x. Sx enhancing boosters are dangerous if taken without precaution. # Regerai akomana #Rip Zvakawoma hazvo mmmmm apa unenge wakasiya mai nevana kumba may God guide our steps tife firo dzakanaka #fblifestyle
Ngwere ichazvirega zvekukecha ku Mbare tiri kunyara ne video iroKunyarei akecha kumbare kupi bbe haastombori weikoko uyo arikutobvunzawo nezve mbare plaz ati akecha ndiyani haa nhau hamusati makugona kushambadza sorii zvenyu Never mix with anyone who has nothing to lose ?♀️?? anokuvara ndiwe Ngwere vachi organiser kutengera babe ravo ma brutal frutsu, ende babe racho haritozive Mbare rinenge rekuChishawasha hillsZvakaoma kukwirwa na ngwereHandisi kuti chii kana kuchii Zimbabwe ine corruption ndabvuma chihombe ane provisional sei iye asingagone kunyora kana kuverengaImagine bonde ne ngwere??
Bishop Evelyn Sarah Bengesa (65), of Shekinah Glory International Ministries, appeared before Harare regional magistrate Sheila Mupindu facing charges of illegally moving nearly US$480,000 out of Zimbabwe. Prosecutors allege she carried the cash through Plumtree Border Post to Botswana in September 2025 after selling her Mt Pleasant home for US$660,000, and later deposited it into her company account in Francistown. The large cash deposit reportedly triggered suspicion at Stanbic Bank Botswana, leading to investigations that traced the funds to the Harare property sale. Bengesa was arrested upon returning to Zimbabwe and granted US$1,000 bail, surrendering both her American and Zimbabwean pas
Video Rake Ranetsa I have watched her videos 1 million times Watch WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb6dxKvFCCoXLbB8dA39
A Harare woman is facing serious allegations of defying a court order and persistently stalking a politician and prominent businessman. After being arrested, Annalisa Muguwe appeared before a magistrate on Thursday and pleaded not guilty. She is scheduled to return to court on March 17 for trial. The State alleges that on February 14, 2025, Muguwe was placed under a protection order barring her from insulting, threatening or contacting the complainant. Prosecutors say she nevertheless continued efforts to reach him, sending text messages and attempting calls despite the court’s directive. She is also accused of extending the alleged conduct to the com
Mukomana uyo abatwa kuno kuMucheke F nhasi 26-02-2026 aba mwana ane 2yrs... Anoti iye anobva KwaMamyama.. Awana mwana achizvitambira nebike rake mustreet make pedo nepa Runyararo clinic.. abva amutora achienda naye ndokuzosanga nebrother yemwana kwakunyepa .. akabvunzwa kuti ko mwana unoendepi naye akati kamfana kangu .. but azobatwa achitiza.. atorwa nepolice.. zvaitika manheru ano around 17.30 #masvingo #trednewsVanhu vakadaiso vharirai nekti angeapedza upenyu hwemwana adiikuzvitengesa iye sheet yemunhu uyu ngapinde kwakakodzeraHa Aiwa atofunga kuita mri nemwana uyo Aida kutochaya zvekafira mberi police ? yaizodanwa anaka Kare uyoo