Tuesday, June 16

Celeb News News

May 02, 2023

Millionare Olinda Onzi Hausi Rich Aunt Or Mbinga Zvaunofunga KuUk Hautoverengwe Se-Mbinga So Gara Pasi Sit Down

Munyori oti Olinda Chapel is rich zveku Zimbabwe kwete zveku UK haatokwane even kuZimbabwe kwacho.kutongozvisimbisa hake but kune mambingaress.  

April 30, 2023

Lorain Guyo Ndiwe Mumwe Achaifunga Mari Yese Yauri Kuwaster Kuda Rich Aunt Vibes Kuma Restaurants Dzidza Kusevha

Lol.kadrink ke blue ku fancy restaurant hakashamisire ndiwe mumwe achaifunga mari ye yauri ku waster.

April 30, 2023

Majoki Ese Munotuka Shadaya Asi Munotoshuvira Vana Venyu Vakomana Vaterera Dzidziso Dzake Anotaura Chokwadi Chinorwadza

Shadaya anotaura Chokwadi chinorwadxa vakawanda but munotoshuwira vana venyu vakomana vateedzera dzidziso dzake .Vashadaya vataura vatumwa

April 29, 2023

Madam Boss Mimba Yavo Yanetsa Dai Vakazvara Mwana Mukomana Kusvotesa Vavengi Nemahure ANgoni

I wish mwana wamadam boss aita mukomana vane godo vavengi vanyatsokaura.Dai aita mukomana vanhu varare vakazvimba tobbva tamiti Mhofu junior.

April 29, 2023

TEO Events Una Manager Here- Celebrity Shungu Wakamboona Macelebs Achipindurana Necomment Section Kwanai Nhaika Kutuka Vanhu Nebussiness Page

Una Manager here celebrity shungu rinozviti Teo events .kuswero pindurana necomment section uchituka vanhu worst part using business page .ignorance yakadai is out of this world 

April 29, 2023

Jean Gasho Kutuka Amai Zvakafanana Nekuita Mutserendende Parazor Unomama Chete Ibotso Uchanyatsopenga Kusvika Waripa Amai

Jean Gasho Ave Kutanda botso akatuka amai and arikungotuka amai vake .Kutuka amai zvakafanana nekuita mutserendende parazor unomama cheteMai hachisi chinhu chekutamba nacho.

April 26, 2023

Konhai Zuva Habane Sis Melly Ndodo Maitt Munonzwa Seiko Muchiona Mhofu Kuti Havasi Kuzosiya Tyra Mukadzi Wavo After All That Drama

Saka nhaimi How Do you feel you guys Melly ,Zuva ,Ndodo ,maitt after all the drama madam boss is with Ngoni saka muchaita sei.

April 24, 2023

Madam Boss Tell Mai Bee Huyai Pacamera Mageza Musada Kutisemesa Kukwenya Chiweti Pavanhu Hazvidi Izvozvo

Madam boss dzidzisai mai Bee zvekuita pavanhu .Mai Bee manga masvikirwa nei next time huyai pacamera mageza musada kutisemesa Shuja. Vanhu 1 million voona munhu achiisa ruoko mubhurugwa achikwenya hazvidi.

April 23, 2023

Zuva Wapirikisi Maitt Muchaita Sei Tyra Madam Boss Na Ngoni Havarambane Ava

Saka Muchaita sei manje Zuva urban tete wapirikisi na Maitt ndozuva rakaitwa scan zuva na feri.10 mari chirarai muchichaya ava havaramba avo.

April 22, 2023

Paita Mhere Mhere Ku Captown Anna Shamwari Ya Faffy Maunga Atsotswa Chiweti Asina Kupiwa Mari Yake Yekutundisa MuNigerian Kwaanga Aita Captown Ma1 Vazoperera Kumapurisa

Paita Mhere Mhere ku Captown Early this morning Anna Moore shamwari ya Faffy maunga avharwa mari nemu nigerian yechigwishu vakaita musings pa bounder lounge.......Read more

128 129 130 131 132