Uyu ngaabatwe Timothy Chisenga or Timothy Masamba aka dhobha. Murdered my brother in Rustenburg. Please contact me on +27624415229 or Boetkong PoliceIyi imhondi irikutsvakwa yakaponda ponda munhu kuRusternburg South Africa kumupondera 1000rands apa a fellow Zimbabwean killing each other Anonz Timothy Chisenga in Rustenburg. Amuona batai number yasisi vemufi anonzi Enifa 👇 +27624415229
Chihoro imbavha kani bvunzai ini....hapana kana zvozikanwa apa....kana kurombesa kwacho handifunge anokugona Memory uyu 🤣🤣🤣🤣....vana tytie vari pabasa ava Tytreku advertiser mbavhaVari kuti vana tyite vanyadziswa moti dai chiri chokwadi vaposta video iri here kuvhara ma1 kwa gogo chihoro ukuuNdavanyarira vanzi no cameras. Dai vambomira zven'anga they are still young. Apa kiki hasati ayitawo ne kunoona vabereki busy kuzhinyira n'anga yooMai vandoshare navo patinogara vakashaikirwa nemwana zvisina tsarukano, vakatora hardly earned $150 kuenda kwachihoro vakadzoka vachichema pasina chabuda
Nhai Pokkie kubva watadza kuisawo pa instagram story kuti congratulations Lullu 🥸🥸🥸godo racho haride kudaro hamaThat moment when the teacher realizes the student has always been smarter than her 🤣🤣🤣 hazvitambirike zvekumhanya 😂😂😂student yototorwa picture naFather in law vako, apa iwe teacher, hauna kana yescarf zvayo kkkk askana ka 😂😂😂Harisi godo,she is wise she knows if akaposter anoita seari against Sonja.Ko iye Lulu akatadza kukokawo sahwira wake kumarooro kusvika pakuita roora squad hama dzemurume? Come To Think of It. Who Has More Money Emery Jnr Or Wicknell?? So What Exactly Could Pekello be Jealous Of??? Y'all Are Gullible Sure 😂😂
DR Kudakwashe Tagwirei, the Chief Executive Officer of SAKUNDA Holdings, made history this weekend at Solusi University by becoming the first black individual to be honoured with the Global Award of Excellence by the General Conference of the Seventh-Day Adventist Church. Kudakwashe Tagwirei, the Chief Executive Officer of SAKUNDA Holdings, made history this weekend at Solusi University by becoming the first black individual to be honoured with the Global Award of Excellence by the General Conference of the Seventh-Day Adventist Church. The Global Award of Excellency is a prestigious accolade in the Seventh Day Adventist Church awarded to an individual who has made a global impact in education worldwide.
Dreams fuel tanker rabatwa ne smuggling nhasi 10 March 2025 ma drivers haasi kumira hanzi "get rich or die trying " munofa ne nhamo mazogara kumba uko.Ukaona wangove nemweya wekuda kupfuma fast ziva kuti wadana urombo mumba ndizvozviMuchinda arikutawura apo ndiye mutengesiSo you do crime, and record yourself while committing the crime? Some room temperature IQ right there.Pane paita mutengesi somewhere ukaona zvadai
Wicknell atuma sister yake kunopa jojo $10K yekuti sorry daddy vakazoroora new mum🔥🔥🔥🔥 Wicknell atuma sister yake kunopa jojo $10K yekuti sorry daddy vakazoroora new mum🔥🔥🔥🔥
Vavhura hombe usanyepera kudzungaira iwe magayaVavhura hombe usanyepera kudzungaira iwe magayaProblem ndeyekuti vanhu vanokurumidza kujaja munhu but hakuna munhu anopenga zvekuda kutsvaga mbiri naprophet.Kune maprophet ekuti haatarise chimiro Chemunhu like zvamuri kutarisa but vamwe vanorara nevanhu coz vanoda kutora zvipo zviri pavanhu vanhu vakaziva izvozvo vanobatsirika.You may be shocked to find out she's saying the truthHazvina kunaka kuti muzimbambwe ushaiwe data zvirokwazvo haunga ijoye Prophet ndivo vakatoshevedza mukadzi uyu muchurch, yanga yatopera church service vakatomisa vanhu kuti musaende vakashevedza ma camera man kuti a recorder everything saka dai vaiizviita private vaizour
Oh my God…I am watching Domestic Issues on Youtube.Murume wekufona last week ane mukadzi ane zvikomba 22 hanzi akazviuraya …Yataurwa around the 1hr 53 mari nyaya iyoyo.Just sad …..When he was asked naTildar about it akati mukadzi ndichiri kumuda handikwanise kumuramba cause ndinozowana mumwe ari worse than iyeye and I wondered kuti rudo here or it was fear of the unknown 🤔 or anga akarohwa nechiveve chePain Pedzezvo oti first wife yakamurova same skiri futi pakaipa.Vanhu zveku cheater vanongozvidawo hazvo bht zvinokanganisa self-esteem yeariku cheatwa vamwe vari strong they can forgive and move on but vamwe they cant its sadHanzi vanhu vavoti wakadyiswa ndovakamupa stress akazviuraya.V
TWO-HUNDRED houses and properties, including two opulent mansions on the foothills of the National Heroes Acre, were illegally constructed on land reserved for the Harare Drive expansion project and now face demolition TWO-HUNDRED houses and properties, including two opulent mansions on the foothills of the National Heroes Acre, were illegally constructed on land reserved for the Harare Drive expansion project and now face demolition, The Herald can exclusively reveal.This comes as Harare City Council has vowed to demolish all illegally constructed structures, emphasising that Harare Drive was designed to form a circular route around the city, with no changes to its original plan. Despite council’s threats, the Constitutional Court recent
SAD | ZRP detective, Cassandra Hove, vakapfuurwa neWorkmate yavo by mistake while chasing an armed robbery suspect. The late ZRP detective Cassandra Hove, who was based in Bulawayo and tragically passed away on Thursday night, was actually shot and killed by a fellow ZRP officer. Initial reports suggested that she was fatally shot in Pumula South while bravely pursuing an armed robbery suspect. However, her family has since been informed that she was a victim of friendly fire, following a meeting with the police.