Uyu she is not happy pane zvukuitika akungonyara hake kunyatsobuda pachena asi mherechi chaiyo ikutonetsa .naaah tht post is kusvotesa mai maketeni bcz post yake yeku Instagram yechi broken heart says it all!!!I also had a feeling it was not true . Olinda doesn’t have time for bibles when things like this happen . She will just go live
Thank God handisi Noster ini coz ummmmmm team racho rese ndazobvuma guhwa after guhwa.. Regai zvifumurane ikoko zvimarane. Samaz kutotsamwa zvino Ketty aramba hotspot but mese hamuna hushamwari hapana hapana mese na sis Jane Chishongo vanozviita Miss I know everything unedzako dzakakumirira iko musi wachinoputika uchazvidemba nekuzvirega zvekutamba neteam rakadhakwa.Munoziva iya inonzi fembera fembera ndoyakaita masiriri I said this nezuro n I will say it again She just went on real Nosters profile kuti abelievise vanhu vakapusa this is linked to her address. She was the person aimupa guhwa all the time vachiwirirana kuseri nekuti aitomupa futi mari aomerwa vachingotaura seshamwari until Ketty went to her house zvakamurwadza zvekuti plus Ketty is getting more shows kuUK
Winky d chii chokutadzisawo kuita so???Winky D is an artist basa rake kukupai music chete and Wallace is the son, father, husband to his family not pasocial mediaBete I think you are posting nonsensical things in some cases much more idiotic than the person who requested for the photoKuita so kwekudii awo vanonzi mhamha fillo waimbowe manager and sugar mama yake now wakumanager baba harare siyana na winky d wedu dai waimboziwa kuti akatengera mama wake imwe imba kufidelite
Dear Magistrates.Tanga tichikumbirawo kuti Ronnie wamapa12 years nenyaya ye rape mumuisewo mujeri rimwe chete nera cat mother veduwo.Havangafe nezemo shuwa ipo pane varume vakadai mujeri.On behalf of us Cat Children Please Vabatanidzeiwo vaviri ava kujeri ukoko
Question is What is a celebrity? Tirikupanzwisisa here ipapoMukatoona momuposter kudai mukuziva kut iserebhu cz evn mukaisa pic rangu ini pano vanhu vese vanongoti hatimuzive 🤣🤣Celebrity means a state of being well known especially within the circles of Entertainment and Sports . Saka iye huCeleb hwake huripai Even Ginimbi the late was not a Celebrity, maybe aikwana kwana kuma Socialites coz of his fashionable and being fond of social activities.
Baba Guti has been granted undisputed automatic heavenly entry says prophet MadungweOrder please honourable members😢✅Haarove mutoriro here wamunoti madungwe uyu
Prophecy Continuation Zimbabwe pray for this Legend to be able to put his house in order with God before his hour here on earth come to an end I see his clock is about to stop.Nditwo twumikono twema dzambarafuta utwu tunongohumana zvisina kana basa chiiko chinoporofitwa pakufa kwemunhu kana muchiporofita chaizvo imboporofitaieo kuti nyika yeZimbabwe zvinhu zvichanaka rini moonawo pakaiswa Itai DzamaraAna duzviman matanga mnje coz makamuona achikwira pa stage akabatiwa rakura gandanga irii siyai izvo mabambo enyu ndoanofa akarisiya maporofita enhemaThe guy is old... Hapana chiporofita apa🙄Matanga because makamuona achikwira pastage last time akabatwa ruoko mukati rengai murotomoke ,iwe ndiwe unofanira kuita put your house in order with God in Jesus name!. kwete mapfumo.
*Prophet Passion Java’s prophecy on the death of Bishop Ezekiel Guti comes to pass. * It is with great sadness that we announce the death of Bishop Ezekiel Guti the founder of Zaoga who has passed away at the age of 100. On the 5th of May 2023, whilst Bishop Guti’s was celebrating his 100th birthday, Prophet Passion Java delivered a prophecy whilst fasting in Dubai that he had received a prophetic word from God which revealed to him that Bishop Guti was close to his death. Prophet Passion warned the late Bishop to get his house in order as his time on earth was now limited. He further warned him that upon his death ZAOGA would be divided into two churches. Prophet Passion proceeded to offer words of comfort quoting, ‘our death is
Haiwa kana, nhema chaidzo. Memory Mai Maketeni kana asina chiDzabu , akaenda kwakaenda vana Zozo because harisiro dako rakeba iri🙅Never! Memory iflat base uyu saka stutubheki yakasvenengara kunge svosve remuhuni
Haa rakadonha kuita mapatapata chaiwo rekiti ramaiseka rikange nani nekuti rakayamwiwa🫣Nhaimi haana mwana here munhu uyu,so kudonha kwake kwezamu kosekesei asi as if achiri mxkanaZvekuroorwa zvine ropa izvi musiyei amirire kuda kwaMwari