Asi vanhu vanobvunza fani kuti akaroora here mondikona shuwa chii chamochiva pamunhu uyu same same nevaya vainetsa kupage kwamelly vachibvunza moreboys kuti akaroora here umm maybe choice inosiyana ko tyra asi akatodzinga driver uya wekubuda muroad nediscovery handisi kumuona mazuvanoPane akambonzwawo runyerekupe kuti ano jola nani ichiri privacy or hakutorina munhu I'm worried ane makore mangani uyuPane akambonzwawo runyerekupe kuti ano jola nani ichiri privacy or hakutorina munhu I'm worried ane makore mangani uyu
Asi kudiaspora kune piritsi rekupengesa chii chinomboitikaShuwa mapenzi ediaspora awandisa,,, loneliness chaiyo ndoinoita zvidaroBvunzawo maZimba mazhinji ariko vanomhanya bani especially vakadzi
Whareva is gowing on Olinda naTy gadzirisanai muvake imba yenyu. Olinda wakadosiya Stunner for good enough reasonS not reason. Usada kuti timu remainde drama rakatanga 2017 rikarunner for 5 strongo yrz. Saka usadzokereko, tokuwinga nebhande ukadzokerako. NaStunner hakuna chaunovaka, bata shoko rangu.How can you build a strong marriage iwe uchodzokera kuma Ex doing maFacetime. Sis Oli Ty came to your life akakubatsira to put your business in place and akaisa a lot of structures Kuti business rakoro rive periri. Ty iwewe dzikama, but ndovona Sis Oli murimi mune problem. Stop disrespecting Ty, give him his place munyumbamo, stop tangling up nemaEx and give marriage yenyu a chance. Sis Oli you if this one fails woda futi kuti pinza busy nemaLive ,nemichato imweni. Haii bodo, haii bodo zv
Vanhu 2 ava musi wavanopanduka zvekupanduka chaizvo i think internet inogona kana kutovharwa chaiko.Very loyal indeed.Usafananidza Mai bee nezvinhu zvisina basa ungafananidze ngochani nevanhu 🙄Mai Bee forget shes very good unlike wamwe awo warikunyengera pekugara nezvekudyaWasu ndihouse gero here thanks kune vachabatsira
Mwari vanosimudza marombe Makhadzi Before and after aiwa chibaba
Madhumbe uyu anombohora marii kugarisa kwaiita zvinenge zviri kumufairaMadhumbe wenyika looking Good 💯
Pane munhu aisa post achibvunza kuti nderipi socialite rinonakidza.Majority iri kutaura kuti ndi Jeki hadzvadzi yaFochu..Jeki huya utore mukombe wako mazuva ano handisi kutambira kupeji kwako handitozivewo kuti urikunakidza neyi asi zvisinei ndiwe watiza nechimuti🔥🔥🔥😊😊Hakuna Noise ku page kwake inongo poster nyaya yezvirikuitika mukurarama haaite zvinoitwa nemamwe ma socialist zvekuswero kungodzura post ku page kwemumwe achiisa Kwake even nyaya dzemuma street haamboswero ku poster asiyana nevamwe vanotsvaga ma likes nenyaya dzana Madam boss nana mai tt uyu mazuvano arikuita zvake ega
Zvikiti muudze mai venyu kuti pavanobuda ,tinenge tava muNew Zimbabwe ,tava nevatungamiriri not vatongi, Saka muvaudze pavanobuda zviya zvekuzhangandira 4hrs live kunenge kusisina vanhu vanenge vava kuita zvinemusoro mabasa avako.
Mai TT's daughters are safe and happy with thier grandparents in Budiriro. A recent post on Mai Ts Diaries Fan page showed Titi & Fifi in Budiriro with Mbuya Murata & Sekuru Murata and everyone seems happy with huge smiles. Titi & Fifi Celebrated Sekuru Murata Fathers day. Many Cat Family members are happy to see and know kuti the kids are safe.
Chiremera chaicho. Next time usatuka muberiki wemuwe. Hazvibude munozotanga kuti takaipa isu magost patoita analysis . Fb hayikoshiwe chekare ne cha nhasi. Munhu ita Chiremera fb hayikoshiwe.