Celeb News

June 20, 2023

Stunner X Wife Onzi Magaro Ayo Bbl Haasi Kuita Kasi Akagara Asati Awoma Hazvisikuita See Pic Vakasimba Hana Open Kwaakachekwa Munozviitirei

Anzi kana kuti wakagara asati aoma vanhu chiiko nemi🤣🤣🤣🤣but munozviiitirei zvekuwedxera magaro ..amborinebasa reiko magaro mahombe achoHameno zvazvingori asi wakaenda kwakaenda Rich Aunty Zozo nhai Dione???.Kana kuti wakagara asati aoma?.BBL inotoda six weeks usingagare pasi mai Nhanha.

June 20, 2023

Ketina Oti Penelope Zimbuya Zimuroyi Rine Maoko Anenge Agoliath Zimbavha Usacheme Zvenhando

Iri zimbuya zimuroyi richichi mazioko anenge a GoriathiHanziiko nembavha ine mazimhuno anenge edhongi iyi? Ko kuzoita misodzinhando zimbuya repakona rijembere rine drama kkkk iwo maziwoko anenge mapango 🤣🤣🤣 kunge maoko emurume 🤣🤣 munhu akatanga zvekubika mafuta ekutsvukisa mwari Ave newe

June 19, 2023

PetercDube We ku Gweru Akauraya Mukadzi Wake NeChikomba Ndokutiza Kuenda Ireland Azobatwa Neinterpol Asungwa Mhosva Hairove

Murume wekuGweru(Peter Dube) uyo akauraya mukadzi wake wevurongo neshamwari yacho pamwe chete nechikomba akazobatwa kunyika yekumadokero yelreland mushure memakore matatu. Chivi hachirovi 😥😥😥😥I knw this story ndopaunoona kuti zim its corrupt munhu aripa wanted akabuda sei munyika ok anyway ngaauye kuno kuzopikira kuno

June 19, 2023

1.4 Million Followers Vochema Kuda Kupa Mbuya Murata Mari Yevana Vonzi You Might Aswell Give Vana Vemhuri Dzese Dziri Kumajeri Vamaitt Vakoshei

1,4 million followers we care ❤️You might as well do that for mhuri dzese dzine vabereki vari Kuma Jeri.. Akosheiko iyezvi mumhuri menyu mune nherera dzisiri kuenda kuskool bt takarasima nenhamo dzevamwe..Semunhu wedu watinofarira pano ngatibatsire gogo murata ne mari ye fees vana vasayenda kumhuriimwe pls .then totsvaga mota inotakura vana kuenda chikoro

June 19, 2023

Mubhanditi Seh Calaz Odzurwa Choya NeMazimba Onzi Mese Namaitt Muri Vekudhota Mbavha Kujeri Usada Kutaura Senge Usingafungi

Calaz na Mai TT vacho vese ndevekudhota munhu kana aba anosungwa zvekut hapana Mutsvene ratova drama ukaona wasvika palevel ramai TT iro hatichapindi pakut hapana Mutsvene coz she didn't do it once or twice she did this several times destroying families nekuda kwemari destroying families nemashoko kupinzisa vanhu mu depression becos of her words , imagine kusvika pakutsvava girlfriend yamhofu kuvavarira kuputsa imba yamadam boss she send pple to beat up SEAN GWETA she send pple to beat up chihera I will laugh to the fullest

June 19, 2023

Vanhu Vojamuka Mushure Mekunge Vanzi Vabhadhare Feez Yevana Vamaitt Varambe Vachienda Ku Private School Not Kuma Location

If you really love her sezvamunotiudza then I'm sure you care about her kids zvekutodaro and we expect you to keep them in private schools avagara vachienda otherwise vanogona kuzomuka vakuenda kuGlen View 1 High umwe mudiki uyu kuBudiriro 2 Primary kudhuze nekwagogo. Vanozviti The Kittens, itaika plan mubatanidze fees yevana yekuprivate school kwavari kana muri mafans echokwadi. Simba riya ramoshandisa kundiundura , kindly direct energy yese iyoyo pakutsvagira vana fees vasachinjwe kuendeswa kuzvikoro zvekurukisheni because we all know kuti vanonoitwa bhagadhi ikoko.  Mafans Itai plan tione 🙇‍♀️Semunhu wedu watinofarira pano ngatibatsire gogo murata ne mari ye fees vana vasayenda kumhuriimwe pls .then totsvaga mota inotakura vana kuenda chikoroYou might as well do t

June 19, 2023

Maitt Ndopawaiti Jeri Rakasikirwa Vanhu Saka Urikuchemei Manje Kugara Neinda Netsikidzi Mutsvina Zvakaoma Hazvo Mazvokuda Mavanga Enyora

Maitt waiti Jeri rakasikirwa vanhu Ndopaunonzwa rimwe richiti jeri rakasikirwa vanhu hiiiiiimi parai mhosva tione kana murimadzvinyangwe musaudzane zvisina basa kune zvirwere uko

June 19, 2023

Madamboss Mapic Avo Vachizvara Vonzi Why Putting Tese Tooziva Mimba Dzabu Auya Makorokoto

Zvimwe zvamoisa paMedia ka ummm nikisi. Who is taking pics thou? Zvoita kungati hatizivi kurwadza kwemimba yooooo

June 19, 2023

Morepower Wasu Onzi Mangwanna Chaiye Toda Kukuona WakuDangamvura Area 14 Kusada Kushanda Murume Kusvika Pakutimbwa Shure

Wasu iwewe mangwana ndoda kukuona wawe kuArea 14 kumba kwenyu kuDangamvura ... Munhu ndakadzidza naye uyu paDangamvura high izvezvi wakuita house gero wamai tt ... Ita mushe Simba ..Kusada kushanda uri murume kusvika pakutimbwa shure . Brat bhasitetiMusadaro mo power, taipinda naye church kwamutepha 🤣ari leader we dance group anotamba zvekut dhuu

June 19, 2023

Vakadzi Ava Vanonyepa Kuda Munhu Zvamaiita Go Fund Asati Asungwa Yekuti Asaende Kujeri Nhasi Aveko Hamuchabatsira

Ko zvawaimiramira muchiita go fund muchiti hee hatidi kuti asungwe hino nhasi zviripiko mototangazve kupemha ye bail out zimbuya repakona munoti inyore hre kushanda mari umwe munhu otora odya 😔

19 20 21 22 23