Shame hapana kana chekupembera apa.Mai Tt is now in an even tight spot than ever before.Thank you PP nekuramba kutengwa๐๐๐.Criminal record iyoyo ndiyo yatanga tichitoda kanga kajaira kuti madocket anoraswa nekuti now she will be classed as a repeat offender.Zvikiti dai madzikama henyu matongonamatira mai venyu nekuti next court case starting soon yemarhorhi maone.She actually falsified madocuments akatengesa midziyo yemunhu.This carries a custodial sentence.She will pay chete kubira vanhu kwaakaita.Evry dog has its day.
Musanyeperane if you cause people pain, people will celebrate your downfall, kuno kune indictment irikuto celebretwa. Zimboz sooka, we don't join hands and sing kumbaya for people who benefit from stealing from others. Hatidye imbwa nekunyara.Nemaceleb biyake zii kunge vasipo Mai mwana kana one aposta achiti it is well Mura. Vanhu vaneta nehunhu hwekiti. Kiti inoda kumbodisciplinwa iyi. The way they are minding their business ka! Ungatoti hapana chirikuitika mutown idi oo๐ค Haavengwi uyu but hunhu hwake ndohunovengwa kunyanya mukanwa make munoda Jik chaiko. Dai apiwa zvimakore mukati. Mbavha yomunhu.
Tikagara gara toyeuchidzana kuti Fungisai akambororwa nehanzvadzi yamai vake vanova ivo sekuru vake .
Vana chommie asi vakasurirana nhaimi roreni akambopisa mazuva aya.
Good bye my friend murah Ndofunga uchabuda wadzidza iweee Hatikuvenge tovenga zviito Don't worry vana tobatsirana kuchengeta Moral of the story Gudzikana nezvaunazvo Fake life is dangerous Godo rakaipa ,competion yakaipa zvekare Tisanyengerwa nema loves nema likes Rudo harutengwe nemari Will visit you nekokora nema bunsI noe bride maids are in denial ,mama vavharirwa vana ,ndimi varoyi vekupedzisira ndimi makaita asvike apa you were never honest with her from the beginning, now hona munhu asungwa ugare mune Inda imi muchingoti go mura nxaaa ,yeah I noe oh u are in shock muchabvuma henyu
Regai nditore mukana uno kupindura vese varikuti heee zvikiti ndozvapesvedzera kuti kamuchacha asvike paari nhasi chinhu chamofanha kuziva pamasocialite a muzimbabwe havadi kuudzwa chokwadi vajaira kuitwa sugarcoat sooo ukaudza munhu chokwadi unoblokwa soooo vanhu vese they will end up vakungoti go mura kupage kwake coz vakasadaro vanoblokwa soooo not kwakamuchacha chete even mamwe masocialites havadi chokwadi but imi masocialites chamofanha kuziva ndechekuti isu tokupesvedzerai tetirikudzimba dzedu senge nhasi zvikanzi kamuchachi akupinda mujere anopinda ega imi ana it is well munenge musipo ana go mura munenge musipo sooo zvakuda iye maitt agare pasi nepfungwa dzake adzamisise pasina ana go mura ava coz havana kana zvavanomupa basa nderekungoti heee saka muchaitasei munhu achinda pama1 e
Uyu tinaye muma streets chete ari kutoverenga nekuona zvese zvikuita pa social media
Mhofukadzi iri kufara asi dzakuita sedzakatacha kufara rudzii ikokuNdangobatwa nesetswa nepekuti kuita sedzatacha ndabva ndatarisa smile yacho๐
Judge ndiye akutonga Nyaya Mazvokuda mavanga enyoka. God hates evil. It's only fair to say Karma is now biting her . When the people she stall from were in pain who was there for them whilst she was even talking any how. Nobody is above the law. Hapana kuita selective kunzvira tsitsi munhu because she's popular. Ngaadzosere zvaakabira vanhu . Jeri is in order azive kuti she's not above the law. Vanhu are happy kuti people vaakabira are getting justice people she caused downfall and pain. Yake haisi downfall iii fairgame.
Tete Midhired mune pamuromo kunge muzukuru wenyu imi, zviri kuwoneka kuti mukufara stereki kuti asungwa kubva mada kushamisira ne twuma wings itwotwo moisa kacaption kechibhende ๐๐๐ Minding my own business kudii kwacho taurai nyaya yenyu uko muchingomisa twumu pimbira setwejongwe