Ari kukwana kwana fani wasu people seem to like her. I see she took pics with most celebs there. Hezvo inga atove celebrity Wasu ndaona ana Queen of Swagger Pasi nengochani ?morambira ani ivo vakazarisa kutongofanhira kudzidza kugara navo muwood mangu mutone 6 takatombotanga chisvipa dzamara tajaira hatisina nda navo ngavaite yavanoita
Munhu wese Ku nurse aid munhu wese Ku UK. Congratulations comic pastor Zvamanje manje pazim parikuremaKuchasara kusina vanhu kunyika inonzi zimbabwe If akadaro akagona bt akangofanana nesu mukana urimuno tingade kuenda kunze tinganyepe team yemadrama iyi haiende zvekudaro
Ko Enzo akapfeka maguru from amerika😂😂😂🤣Ndaona chitop chinenge cha Enzol ndikada kuchitenga ndikachisiya 🤣🤣🤣🤣 so i was right with my thought musamudaro Enzo ndiye wekumboimbiswa nezino yechi Satanist "Highest Score" anoda zvinhu vanongoenda kunoenda mhepo ndiyo type inogona kungodhendefurwa nhingirikini kkkk Shuwa vapfanha ava mukavaregerera vachapenga makatarisa muchingoti ifashionKupfeka mamvemve murume mukuru mapere achipfeka zvinodhura hawo so sad
Vakamira nekugona ma, smart ku chena vane orange avo skirt ndo national dress yacho here it's not making sure She is so beautiful ❤️ unobva washaya kuti varume vanodeiko zvokwadi hyena Hana kumbonaka😂😂😂😂 Sis ve30pairs varipaikoAkabata mic akachena plus akafitwa vamwe avo hameno
Zvaizvozvi Mai Nandi 10 Ravhunesi O . Nhasi vaswera kupotsa ma motivation qoutes muswero wezuva ,But masiriri akapedzerwa zvake not zvekutamba plus anotaura ega kuti ndotengerwa nechikomba. She's actually not acting her age. Wari padhuze naKetina please muudzei kuti she runs a business zvasiyana namasiriri uyo. Achanzwa nekungoramba achidaidzira maStars zvimaWig zvisisatengwe because hapana munhu ane dzakakwana angatengere munhu anogara akaita hakirosi everyday really. Apa vanhu waimutengera kumunzwira tsitsi because wanotoziwa kuti anozvitenga kuAlibhabha hahaBest friend wa paradzai hunidzanaiwa chingwa chehondo again and againI
Shirikadzi dzoita makwikwi kukorokotedza vaDambudzo Munangagwa Grace Mugabe, Joyce Mujuru naEunor Guti 🤸♀️🤸♂️😂😂😂😂hapana asingadi mboro Dzanzwa nezemoBut ma Zanu mwari ave nemi sure kuita Zimbabwe Private Limited. Sure hre ED kuzadza Cabinet ne family yake 🙄
Chasara kungobvisa zita re Zim rakunzi Munangagwa kkkkkk nyika unotongwa nevana vayo kkkkkkEven amwe ma leaders ari mu zanu anenge akanwiswa mvura yagezeawa munhu akafa kuzungaira kusvika pakut munhu anoita zvanoda iwo wakatarisa. Shame ndikunzwira vana wedu tsitsi towasiira chii chawanozotiwo takawaitira. Apa isu tikuwomeserwaZimbabweans we're fools uye tirimagwara haaa kusvika tamuka regai timameChiwenga ndiye rimwe ziduzvi ungatendera nonsense yakadai chokwadi ndosaka mary aida kuripedzisa dai zvakafaKusvika tabatana sema Ndebele tichatongwa kusvika tosura mhepo mudumbu musina chirimoWe deserve everything that is coming our way.....go Munangagwa go, Isa netuzukuru tune ma5years
Inmates are looking fresh and having it soft.Different entertainment to cater for everyone.inmates are getting quality leisure time . Prison its a correctional point,unotobuda wasombodi,kungati our kauntri ikudyirwa zvikwanisiro cheteWow nyc improvement kwasara wo environment ye mukati. Zvinana magumbeze chero ma mattress ne chikafu chiri naniNdeipi mhosva inoita kupara ndinoda kuendawo ndino ita computers
Vana Papa wenyu wanga wariko ku Inagoresheni asi makaita kunge musina kuzviona. Basa kuda kutsoma Jah Prayzah.Prophet Magaya vanotombotsanyawo hre haaa vakasimba shame🚶🚶 Hakuna akasara vana Elder Machando vavakamirirawo maSavadha 😂😂😂😂 Zvinhu zvacho zvakaomaBest not to mix politics and anyone's relationship with God.. Anyone is free to be affiliated to what they want and accepting that is key. Btr kwa Jp tinonakidzwa nemari dzatinenge tabhadhara ko uku ku seeder kut vadye zvavo gara zviye ndivo vekuenda ne satchel raive nema prayer request ka ava akazopindurwa here or zvakangonopiswawo🤣🤣🤣🤣Apa zvirikusekerera kuti yaaa Ed apinda tovabirazve ana pambwa we
This country has destroyed by a who happens to have 13 degrees,in as much we hate Zanu PF with passion, i don't think nyaya yechikoro ine deal paleadershipAnyway kuchikoro akaenda hake. When she says CV what does she really mean? As much as I hate Zanu pf , Tendai uyo has really worked hard for her post ask those in her constituent the bad is just she is riding a bad horse. I don't like her but I don't want to hate. Asi pa fair vakangofanana asingazive kuti the reason Fadzai has been tolerated ne Zanu pf is because her father eats from the table ye Zanu ndiyani. This whole shit is a circus. Vamwe ndo vaishandawo kutakura mukaka weGushungo. They all feed on &nbs