Celeb News

June 09, 2023

Nox Guni Onzi Geza Hapwa Idzo Munhu Wecelebrity Chimasvingo Chakaramba Kupera

Short kafunga cerevita asi iwe nox ugeze mhani hapwa idzo chii chakadaro🤮Kamuperero kakaita relationship yavo kuita kunge pane one anga akamirira kuti zviitike asi agara asisade hake. Ndopaunongoona kuti mapikicha sandiyo real life 😂😂😂😂

June 09, 2023

Bee Wezhira Onzi What Happenned Kuita Maskits Anonakidza Wakusvota Anyway Kwesha Madziro Ayo Akuita Senge Mutoilet Chapa Yemukadzi

Kwesha madziro ayo kunga mutoireti chapa yemukadziWhat happened to kuita ma skits anonakidza now wakugara uchinyora twuma caption twedzvene be careful! Zvivanhu zvepafacebook will lure you to do zvawakapika kuti haufe wakaita so they can just laugh at you. Stay away from this wanting to be perfect and wiser zvizivire mumoyo mako cause now they are watching you and any small mistake uchaitwa party. Siyana nezvaurikuita izvi ita ma skits tiseke chete nekufara

June 09, 2023

Maitt Voti I'm Engaged Engaged Does She Even Date These Men She Is So Obsessed With Being A Wife She Will Be Back Crying Again Soon

Engaged 👀👀😂😂 does she even date these men she is so obsessed with being a wife she will be back crying again soon

June 09, 2023

Anna Honde Onzi Inoshanda Sei Tea Uchiisa Nemagwinya Tea Hais Kushanda

Imi busy nemasamIba iye busy zvake negym …Tea iya haishande zvayo l wasted my moneyInoshanda sei tea yacho uchiimwa nema gwinya

June 09, 2023

Vanhu Voti We Suspect Ghost Ra Tanya Shamwari Ya Pokelo Ndiro Ririkufumura Nyaya Idzi Munhu Wepadhuze Anoziva Zvese Mushuru Mekunge Ati Ndakutya Kuvingwa Ne CIO

Why do i suspect kuti i ghost ra Tanya its usually the closest circle who do sh*t like this🤔Hi it's 4am kune vachiri vakamuka seni here ?Hamawe mati hope dzambozouya here? Chinguri ndakamira husiku hwese ndakatarisa 👀 kugedhi pipping through the curtain 👀kutya, kudikitira nekuzvimamira kuti pamwe ndingasvikirwe nevanhu vaPokello. It's not easy basa rangu iri. Pokello before wandipfekedza apology jersey. Ndokumbokubvunza kuti ndeipi iri kutambika pamaphoto two awa? Pokello usapinza vamwe pressure hona the difference between no filter ne with filters. Hahaha!🤣🤣🤣 vaya vachati heee koini musazvinetse henyu kutsvinda pandiri ndopakaperera sarungano.

June 09, 2023

Vimbai Zimuto Oti Wicknel Mbinga Isina Wayakabatsira Uri Useless Munyika Uri Mbinga Kuden Kwako Chete Saka Usatinyaudza

Mbinga isina wayakabatsirawo itori useless mbinga. Matter roooofuu fact. Haisi mbinga to us. Imbinga kuden kwake🏃‍♀️simburuNdangoti hangu even akaita bhegi rine mubvuri rongofadza iye paden pake. Achiita yaanolavha. Mupfiganebwe semu semu...🏃‍♀️Pane ainyima zvese nehama paakaita maperembudzi akafa akatsamhira gomo reme USAaaaa....inongosara pano. Aim to be remembered even by one munhu anongoti haaaa nhingi uya Ngaaropafadzwe❤️😃

June 09, 2023

Wicknel Chivhayo Oti Zimbabweans Saka Muchifa Muchitambura Why Not Acknowledge A Successful Business Man Imi Mototuka Mukarwadziwa Hamupore Ndiri Chironda Chemumhino

    MYSTERY ??? 🤣🤣🙆‍♂️...Why not simply acknowledge and give a successful business man respect and credit where its due ??? I work way too hard and I'm sick and tired of having to be apologetic about money I earned legitimately!!! I go through sleepless nights through the years preparing impeccable tender documents in time for submission deadlines in Mozambique ,Zambia , Malawi ,South Africa ,Tanzania and Kenya.!!! Too much pain I’ve endured so it's NOW MY TIME to enjoy THE HARD WORK...CRITICS please be a little more patient , i have a lot more in store for you...💰💰💰...💪💪💪...🙏🙏🙏 .

June 08, 2023

Maitt Vozi Kungomuona Hedu Achifamba Asi Pasi Pese Pakapera Basa Nemakorokoza Nhonho

Mai TT kungomuona hedu achifamba akangofanana neKwekwe pasi pese pakapera basa nemakorokoza

June 08, 2023

Zvinoshamisa Nekunyadzisa Mhosva Anakapfupi Mukadota Vakaita Mbiri Vasingshame Nekubhevhura Makumbo Wakuzotisemesa Manje Ndosaka Usingazopiwe Ma Award

Vana kapfupi ,mukadota ana parrafin vakaita mbiri yemadramma kwete tsvina yatirikuona iyi Havana kumbogara vavhura makumbo

June 08, 2023

Musikana Webasa WaMadam Boss Vs Maitt Mai B Na Wasu Vanhu Voti Musafananidza Mai B Nengochani Zvinhu Zvisina Basa

Musikana webasa waMadam Boss vs waMai Titi 🔥🔥🔥Sei muchifananidza maiBee nechikwambo cheumwe munhuSaka mofananidza Mai bee nekanhu kasina Basa Sei 😂😂ungafananidza mukadzi chaiye nengito here washaya kkkk

23 24 25 26 27