Ana swagger kuswero tukirira vanhu uchipfurira ne ma fans , bvunza Felistas ainzi go mura go mura arpi now This is a lesson to all ma sosharaiti ava muchapererera kuma jeriMiriyoni nyangwe tikamutengesa swagger wacho nedzinza rake rese haiwanike😂Jtau Jtau nyaya inongopinda chero asina kupindura mutemo wakanaka chose .
kuita kuZvinguruve nekudya mari yevarombo in the name of takaenda kuhondo ......mai vakuru kuburitsa zvidya panze zvinosemesa .... Zanu leaders are living a heaven on earth life,Hachityise ichi ,, hachina kurwa hondo fut zvaitumwa kunoita makuhwa izvi ,,, nxaaa ikozvino vanotemba madhununu echidoko avanotuma
Please Warn this Guy He is a Good MAN. Yambirai Mukoma Tinashe Mutarise vasavarairwe. Varikuda kuitirwa Surprise yehupenyu hwese iyi ichavagadza pasi. Vavengi vavo vakamira chaizvo.(handidi kutaura kuti this time vachaitei tingapwe Satan manyemwe Asi izvi you will not recover)Mukoma dzokerai kuMavambo munochema munogadzirisa .Vavengi ava ingori Mhepo mukaigadzirisa havaite dambudziko renyu futi. Deal from the roots . * Don't inbox me handibatsire l just offer spiritual guidance sezvandaiita apa*Vanhu vezanu vanofunga kuti ndivo vane Tender ye mweya ye vanhu ye kufema ndosaka tichizoti zvikafa topembera because vanozviita ana Mwari zvepano pasiPam
Chembere iyi inenge mukadzi wengozi akaripwa nembudzi dziya dzine ndebvu dzinotenderera pamagrowth point so kuty azorore kuita mukadzi wengozi iyoyo azogarawo mumba kupfuura 5years asina kuita kunge benzi pafb anenge aonawo mbudzi yacho ngaaiuraye please vazorore mother ava vatamburaKo iyo mbuya inoyi irikunyarawo sei? Ko ndanga nda busy kupesuka pesuka ndiri cheerleader....ingori KUNA STUNNER NDOKWATINOENDA. Ndati ndiri kunyara mukadzi mukuru🙈Bhisho Kure uko walonely ka stunner Ane mateenager unopfidza kurara wega benzi remunhuUp to now, Tytan wacho never even said a word😂😂😂.You tried to play victim zvikaramba noone was buying zvimanyepo zvako ezvino wakungohuma wega.Wadii
Ingonhonga dombo unditeme ndife pane kutuka vabereki vangu kana kushoropodza kwandakabva ,huye simudza dombo iri kana uchiti hauna chivi ndakapihwa mafans I remember papeji pangu paisazara kudaiWakazopiwei vamwe vakatiratidza range rover Takatsamwa poputeni bcz unenge uchibva kunyikakwenyu kumalawi wozotishatisira nyika yedu nemadecisions ako aunoita uchinzwa nzara 😂😂😂😂kana zvadhakwa unodzokera kumushakwako koisu todii vana veZimbabwe 😂😂😂hatikusiye nyangwe zvodii lolYou know dis,malips avo anongogara Ari paService ndiana probeats..ndeve fake love asi iwewe ukateya usatye kusviba Chingoti paneni Satan hachisvikeIpapo nechemumoyo unenge uchitsv
Chimira tazvinzwa🤣🤣🤣 ZANUPF inochipisa vanhu weduwe!NeChiremerera chako ichocho vanokuita mhuru.... Gore riya umwe akanzi Soul jah love hachisi chinhu🤣🤣🤣🙌 The level of disrespect is shocking. Zanu doesn't care about anyone except their ego.After seeing what happened to JP today, I have come to the realisation that Winky D was wrong and unconsiderate in giving JP and Makhadzi only 40 minutes. He should have also used those 40 minutes and give them NOTHING! 😎 The excitement in all this is shocking, personally i would never get excited over an artist getting embarrassed like that, on what possibly could be a miscommunication between an MC
Vanga vaakuiteiko pavanhu murume wemunhu neshirikadzi iyo Ummmm Grace kuti itsitsi kwadzo here idzo.kana kuti atumwa zvake ummm handivoni chakanaka gore rino Wandirangaridza chegore Riya ,ayiwa hamusi shamwariThey were just giving us clear signs of UNITY and Oneness Eregardless of the past eventsMusakanganwa kt Gushungo anonzi anoda kuitwa re buried andika. Aiswe pamarinda enyikaHaaaaa munangagwa aenda na grace finish kkkkk zvaendwa apo MaZimba nhamo yakanyatso timamisa tichaziva chinonzi life hamuvotere ED kunyanya Masvingo neUzumbaMutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa naAmai Grace Mugabe.
Zimbabwe's main opposition CCC says it has launched a 30-day fresh elections campaign after last week's disputed poll results. The CCC says the elections were badly flawed and thus the results are illegitimate. The party wants fresh elections held under the supervision of an impartial electoral body, not the partisan Zimbabwe Electoral Commission anymore, or better still under Sadc, AU and UN supervision. "Following @CCCZimbabwe Citizen Assembly resolution to reject the electoral sham of August 2023, I wish to announce that my communications department will be launching a 30 day #CitizensFreshElection campaign. Every aggrieve
Mukationa tichifara kuti Mwari vakanaka, tinenge tichiziva zvatakaitirwa nekwatakabva akuna anokuziva,Fanika seni ndakabviswa kuchinzunza nekuchakona kwandaifudza mombe naamai vangu 💔, Regai nditi Mwari munondigonera ini nedzinza rangu rese makatirangarira 🙏🙏🙏. We know hazvishamisire chokwadi asi kwatiri minana.God of Miracles. Nyamatsatse Nyeredzi Inoyedzerwa🙏🏾🙏🏾NdiMwari anosimudza marombe kubva muhuruva... NdiMwari vemunana... Zvikashamisa havasi Mwari... I like your humility Jackie... Mwari arambe achikorapafadzai Soko... 🔥🔥🔥🔥
Loveness oti " Good morning 🌞can we go deeper? Musapihwe pressure imiI knew my darling Loveness haaizotirasisa...now that you have collected info yati kuti malive aya ava kuzonakidzaI am coming live later with some other victims of olinda chapel's fraud victims Sadly they are very scared of her vamwe vakazongoinowewa vakazoita plan vatoo mu uk please if you no anyone who was roobed by her come to my inbox musatyisidzirwe nemalawyer it's your money demand it from her bring all audios and the once with proof of bank deposits huyai pasi nembavha iyi Waitangirei musindo musuri iwe mbavha flaunting designer staff uchibira vanhu varikutambura neni uchati ekeThe bottom l