Paita Mhere Mhere ku Captown Early this morning Anna Moore shamwari ya Faffy maunga avharwa mari nemu nigerian yechigwishu vakaita musings pa bounder lounge.......Read more
Annah said Justice for my Ex Shugeta that's not it Mhani Ruzhinji rwoudza Anna Chinaby Honde X Girl friend ya Shugeta kuti "chopengawo ichi zvongoneka kuti anga Asati aita move on wakuita sakamuchacha another madam boss vakataura something woita counter attack .same Anna akangoona Shugeta with someone anouya neka attack kekurwadziwa.
Zvosekwa benzi izvi cozy koffie didn't just disrespect Shugeta only but the whole entire nation. Kune Nyika dzine United ain't uzvezvi itori hondo ku page kwakoffie kana pastage pacho aisapaimba Do you think Koffie can do that kune mu southafrican vanwe vake vakatarisa.
Obina Uchechukwu Maitts X husband Oga Ave kutsvaga Dj Ola star fm ati anenyaya dzakawanda dzekutaura. Oga ava vane drama dai vamb9tanga kugeza guru regumbeze vozouya kuradio. Taona taenjoyer zvedu vauya kuradio zvakaoma
Munyori oti Maitt munhu wepi asinganyari kunyebera Tapiwa Mutikani hanzi ndiye akandipa chirwere yet ndiye anongoti chero yamira fongo fongo pindar mudurure muchibereko. Munhu wepi anorara nevarume 7 pagore role model yemumama. Vanhu Vezvikwereti ava vakatsamwa
Kumarounds Hakuna Court inokubatsirai Itai Zvena rounds at your own risk kunyura mari makasvinura sematemba chete mazimbaa hamudzidze. Maitt said chakanakira ma Court they will keep postponing until masvotwa and hauna mari yaunobisa kusvika partway Court ruling.munofunga Court inongoti ipapo ipapo manje hazvidaro .
Kettina the boss wig mother vonxi "Vanhu vanozvida zvekutamba vakafuratira Ketile ketile see what was happening madya ako Anita akuita several iri muplastic bag .
Vanhu vamadam boss voti "please madam boss ngwarirai mama Vee inyoka karume ako muzvinaguhwa,kwafeli ariko kwa Chipo ariko kwako anouya so ngwarira tsvuku kuviri uyo rumen rine makuhwa. Dai vamugabe varipo varume vachoita sevarume .
CCC Spokesperson Fadzai Mahere Said we need new leaders,if you are serious suspend Eubert Angel Gold Mafia his diplomatic passport .The documentary never said they keep money in Zimbabwean Bank accounts. Vanhu ava ngavasabva van yayaaa kuona macitizens senge nzira yavo yekutoilet vano jairira chokwadi
NDLEA declare Mummy G.O., influencer couple (Igho and Danielle Allen), wanted for allegedly spearheading a dr¥g cartel and recruiting teenage girls into dr¥g trafficking in Nigeria The National Drug Law Enforcement Agency, NDLEA, has declared a Port Harcourt, Rivers state based popular prophetess and founder of Christ Power Adoration Ministries, Faith Ugochi and a celebrity couple: Igho Ubiribo and Danielle Simba Allen wanted for recruiting teenage girls into dr¥g trafficking while they serve as the arrowheads of an international syndicate operating from Los Angeles, USA. According to a statement by Femi Babafemi, the spokesperson of the agency, the lid was blown off the cartel when NDLEA operatives at the NAHCO import shed of the Murtala Muhammed International Airport, I