Celeb News

July 20, 2023

Ginimbi Pfuma Yaakashanda Yese Kupadzwa Na Nelia Kana Imba Yeku Domboshava Akutotengesa Dreams Vakatengesa Zvese Kuparara In 3 Years

  Nelia Saka in less than 2yrs zvakakoniwa kuti uite Manage Hupfumi hwakasiiwa naMkoma G.. Saka Dreams akusisina, Ferrari ne Lamborghini ma parts atove ne Rust? Guva RaGinimbi rakutodhirika? What went wrong, Baba venyu paakataura achiti mukomana ndaisa enda kumba kwake, aidarika nemota ndirimumunda asingamhorese saka it's true zvaive zve Mushonga.. So iwewe Wacho ukudii.. Im worried about u...Akaendepiko Neria mazuvano ati zii? KuDreams kuya vanhu vaitevera zita raBoss G chete kufa zvakabva zvarovaPublic figure isingagone kubata hupfumi mushe. Kukundwa nesu matofo eform 4, dai ndave kure izvozvi. Kungwarira kuisa manzwara anenge mapegs akatsveyama. Chake kudya mari asingazive kuti business needs discipline and maintenance. Huya kuno dofo tikudzidzise business isuSkeleton

July 17, 2023

1 Year 8Months 17 Days Mellisa Makwazha Senyika Tetivhida Kuziva ZviiZvimenge Zvichiitika And Ndiye Wawaita Move On Naye Here Uyo

Saka uyu waunaye apa ndiani Mellisa???.Wakatomover on here?.Sei usirikutiudza hurongwa hwako pano naJose?.Hatiregi kubvunza titoriwo anaChandagwinyira kusvika watipa answer.Wakambowiireiko uchitishainira nemarooro ako anga ainanaJah Prezha nanaZozo??.Waizviitirei kana waisada kuzobvunzwa kuti how far??Iyezvino pave ne 1 year 8 months 17days kubva musi weroora pasina kana hurongwa hwawatizivisa.1 year 8 months 17 days😂😂😂I was waiting for this kkkkk Changamire vanoda hurongwa wemunhu pano😂Hanzi nehomwe yenyika roora rakadzoserwa kumukuwasha aisada kuchataIchokwadi changamire, toda kuzivawo sevanhu takaziviswa zvekuroorwa kwemunhuMunyori mind your bhizimisi aaaaaaa she doesn't owe anyone an explanation kuti life yake yazodai

July 17, 2023

Tete Mildred Ndiye Akadestroyer Maitt Kumupa Mari Yechema Kuti Aroorwe Nayo Zvaxvine Huroyi Mukati Zvinoshamisa Zvinotyisa

Tete Midred ndiye akadestroyer Feli. Zvakamboitwepi kti mari yeroora inokweretwa.CHOKWADI 💯Mildred she’s not even shy 🙈 Magogo mazinho apera mukanwa kudonha miromo mheno kunge istroke 😂Kuita maLIVE after LIVE kutswaga mari through maStars nemsoro kunge mrume/she’s broke magogomai tete vakataura zvakaitika kuti tete vape tinashe mari so ukuita sekunge hauna chawakanzwa plus mai tt havasi mwana mudiki wekunzi dai pasina nhingi dai imba yake natinashe yakamiraTete let's be realistic, you da one who destroyed Felly not Girie. You were spoiling her with money not telling her the real truth about life. You borrowed her and Tinashe money to pay her lobola as an auntie u were supposed to say no. Da reason why u borrowed them coz u wanted to control them n be part of their

July 17, 2023

Fungai Mutisi Onzi Ngaasazviita Mutsvene Tomureporter Ku UK 🇬🇧 Policy Aituka Maminor Kids Pafacebook Haikanganwe

Too late Facebook don’t forget, you were a full participant in the comment section of bullying of a minor and revealing HIV status of a minor, I have screen recording of Kettina Facebook live that I would like to share with any affiliated organisations ikoko ku UK that would be involved with to show them of your character and a bully. Stop kunyepera kungwara kanakuzungairaWhat will you get at the end of the day? Last time waimhanya nekuda kuita recruit people to report Kettinah. You might aswell report the whole comment section because most of them are in DIASPORA and see if you get a pay rise, recognition, promotion or a badge..20 minutes no reaction or comment it shows that your post yakadhakwa. NdakunyariraKunemutemo but UK laws hakuna dzungu. They’re are too busy fighting k

July 17, 2023

As Brands You should Have Done Background Check Mhosva Na Tyra Vonzi Tsvagai Malawyer Ari Strong Those 2 Guys One akavharwa 10 000usd Umwe 700 E Creator

I didn't know that advertising unofanira kutanga waita background check...so vemafuta anozokwapura vanhu vanosungwawo here?Tyra na mhosva musambovhundutswe nema kabias tsvagai good lawyer aburitse ma Certificates Government itiudze kuti fongkong wavo akamawana sei aka approvwer nani vasanyepere kuzungaira Tyra na mhosva maive vashandi makateedzera channel zvatangwa kumusoro Zimra ne City council nekuma tax ngavasungwe ndovakatokonzera kuti vanhu vabirweBaba Nicky TV yenyika yakangofanana nana Tyra vakamupa license ndovatori vanhu vane mhosva kupfuura iye Fong Kong toziva license re business company risinga approvwe zvekumhanya akariwana sei😀😀😀 judge munamato vakaty ukabatsira kuty mhosva iparwe nyangwe usina kupara mhosva yacho unosungwa zvinofanana nemupari wemhosva vakapa mu

July 17, 2023

Tari Martin Mungati Ndoma Couple Manyama Izvozvo Hazvititadzise Kutaura Zve Content Havana Ngavangoita Zverudo Chete Tingadzidza

Ehe zvekudanana vanogona vachidanana zvavo kana zvisiri zve social media but kunakidza havanakidze zvavo ndo chokwadi kunyanya mukadzi aaah handione chonakidza zvangu pavarikudanana kubva vasina chavainacho , kuita build together. Zvinodadisa izvi. Vazhinji kungoita mari vakutoita masmall house, zvatodhakwa . MuAfrican anonetsa mhaniI love them.. They should just learn to space their stuff .kwete pikerere so that vanozvipa time yekutsvaga content iri exciting. Otherwise they are a cute couple. Let's continue to support them.They deserve to show off shuwa coz love yakadai in this century is now expensive and rare to find. Someone who will love you usina kana cent kusvika zviite moramba futi muri mese rudo rwotofaya wesi futi in good and bad times Believe me that kind of l

July 17, 2023

Zimbabweans In South Africa Vakadzi Vonzi Musachiwa Aunt Joey Zvekuzadza Pantry Munhu Avhitadza Kutengawo Imba Vakai Kumusha

Handiti yenyu mari munoipedza muchitenga magaba ecobra nekuzadza mapantry imba yekuroja saka munofunga kuti munotenga yenyuwo imba sei pakadaro??.Pantry munoidii imi muri roja??Roja harina zera nepantry.Munoizadzirei imi muchiziva hamuna imba panyika?Apa kutozoroja fullhouse madii matsvaga 2rooms vana vanorara mukitchen pasi mosevha mari yese iyoyo maisawo kustand movakawo sevamwe kwete kungochiva vakarongeka varikuzvivakira dzimba dzavo..Mukaita zvekutamba muchafa muri rombe Tete.Vatori nestand kwavari ikoko,asi havakuudzei vanokuudzai zvavanoda kuti muzive zvisina basa nekuti murivaroiKna vasina sure nezvavari ngavatombosiya zvema pantry kuda pako nekuda kudya hazvienderane

July 16, 2023

Zimbabweans Oti Madamboss Makungobatisa Ana Mhosva Vabva Kuita Zvinoera Mhombwe Mwana Asati Adonha Rukuvhute It's A No

Izvi zvekungobatisa mhombwe mwana tyra kaa wakufarisa manje mwana haasati adonha guvhu uyo vamwe vanhu vane nyengeredzi hameno hakoSiyai mwana awonekwe usarwadziwe mwana unoroyerwa nehama ketsvina akat mwana wake akaiswa nyengeresi namai vake waniChinguri makabvira, Tyra nhumbu this nhumbu that, varoyi this varoyi that now mava mwana this mwana that hamunete here.Mama Vee Ndiye munhu anoda Tyra thru thick and thin so don't judge them pleaswZvekuti vamwe mhombe mozviwanepi imi muchirohwa sim 2 muchifamba muchiyeredza madhoti

July 16, 2023

Congratulations Terry Awana Mukadzi Asi Usazobvuma Kuchengeteswa Mwana Asiri Wako Sa Greatman

Congratulations Terry 🤩🤩Ayewa izvi zvinodadisa 😍usazobvume kuchengeteswa Mwana asiri wako saGire handitika😒.Kana Gire akazopindura moti ane pamuromo

July 13, 2023

Zimbabweans Oti Mweya Ndisesekedze Kana Kuzomboiterera Kubva Zvakatanga Dhuterere Kuimba Zvezanupf Ndopaakaperera

Muchirikumuterera here kubva paakabuditsa song yeZanu pf🤣🎤🎤Ehe tinosekerera tinoda mari ,chikafu nemunhu wacho zvese 😂😍Stop spreading and preaching Political hatred. Zimbabwe is a Great Country. Democratic. Rega munhu aimbe zvaanoda. Previous years i actually enjoyed Listening to Mbare Chimurenga Choir.  Chibhakera mudengaIni agara anotondimara masongs ake andimade andidi vevanhuvanoitasenge avatadzi kaa ahShoko raMwari rinoti remekai vatungamiriri venyika ivavo..kana kukauya Madam Boss futi tinovarumbidza..aripo iyeye ndiye anoremekedzwa.. pamberi neshoko Pastor DhutsModa adiiwo iye atumwa nevakuru ini ndomuterera zvangu zvekutodaro andidi naye munhu uyu anogona zvakeIni zvangu ndagara handisi fan yemasongs ake so neyeZanu yacho handisati ndatomboinzwa 😏😏Mbudz

33 34 35 36 37