I hope iwe Eric hauchaiti zvekuvhaibha nezvicheche uchihurira mukadzi. Shuwa kudanana nevana vane zera nevana vako Eric kudenga kuchanorohwa benzi idi oo🤞Ndiyezve Eric uya wekumbomhanya nekamuteenager kaAyanda , neumwe uya ainzi Tsitsi wekuzomboburitsa manudes aEric ane jihwo Mai mwana front yese iyi ichipfumbuka vhu dzvuku , dust kuzara pa18 area pese apa 🤣🤣🤣🤣Rainetsa kuona nudhu raEric mufunge waitoita kutanga wazunza phone kuti dust ridonhe unyatsoona .Nude raiva nechivomvo munongonzwa imi. Zvakaoma veduwe , varume ava? Ibasa kani. Akarwadzisa shuwa ndopaakabva azotukwa KuTwitter naMoira tikatoziva kuti shuwa nudhu nderake plus matiles ekumba kwavo netsoka esp chigunwe chihombe zvaitoonekaa kuti ndiye zvedi! I hope hauchaiti zvemadhiri Eric Knight , usarwadzise Martha ved
Edith she’s not feeling well please dai vanhu vambomusiya.Ketina you owe Edith Chibhamu an apology, wakamutukira mahara. Akatsunzunyira ndiye Pennelop muchemi ane yello ndiye Edith #PostCredit: Kunya Huguta Mharapatsetse
Kuti Dorine ndomandava toda kurikwirira izvozvo kwete mbijanaMurume waDorine anodriver bhazi rekwaMandaza vanhu musakwire senge vasina mapassport henyu coz police icharimaka fongo bhazi iroro plus ndiro ririkutakuriswa zvinopisa uye Dorine tinawo mav11 ako wakataura zuro kuti ukutoritebgesa ukaita Live wakaribata plus maphotos awakatorwa wakatakura mabox acho #DorineMasomeraMustFall zvekuti mai venyu vnoroya ndezvenyu izvo nesuwo tinobva Malawi soo tinosotana Cat family vasina maGhost gadzirai ekuposter vanhu munhu mira uri kwauri ikoko tese tikaposter mumagrpups kuti vakusupplier drug kuvana vemamaSasco vanoswera vamhanya #MasomeraFamilyMustFall
Anzi kana kuti wakagara asati aoma vanhu chiiko nemi🤣🤣🤣🤣but munozviiitirei zvekuwedxera magaro ..amborinebasa reiko magaro mahombe achoHameno zvazvingori asi wakaenda kwakaenda Rich Aunty Zozo nhai Dione???.Kana kuti wakagara asati aoma?.BBL inotoda six weeks usingagare pasi mai Nhanha.
Iri zimbuya zimuroyi richichi mazioko anenge a GoriathiHanziiko nembavha ine mazimhuno anenge edhongi iyi? Ko kuzoita misodzinhando zimbuya repakona rijembere rine drama kkkk iwo maziwoko anenge mapango 🤣🤣🤣 kunge maoko emurume 🤣🤣 munhu akatanga zvekubika mafuta ekutsvukisa mwari Ave newe
Murume wekuGweru(Peter Dube) uyo akauraya mukadzi wake wevurongo neshamwari yacho pamwe chete nechikomba akazobatwa kunyika yekumadokero yelreland mushure memakore matatu. Chivi hachirovi 😥😥😥😥I knw this story ndopaunoona kuti zim its corrupt munhu aripa wanted akabuda sei munyika ok anyway ngaauye kuno kuzopikira kuno
1,4 million followers we care ❤️You might as well do that for mhuri dzese dzine vabereki vari Kuma Jeri.. Akosheiko iyezvi mumhuri menyu mune nherera dzisiri kuenda kuskool bt takarasima nenhamo dzevamwe..Semunhu wedu watinofarira pano ngatibatsire gogo murata ne mari ye fees vana vasayenda kumhuriimwe pls .then totsvaga mota inotakura vana kuenda chikoro
Calaz na Mai TT vacho vese ndevekudhota munhu kana aba anosungwa zvekut hapana Mutsvene ratova drama ukaona wasvika palevel ramai TT iro hatichapindi pakut hapana Mutsvene coz she didn't do it once or twice she did this several times destroying families nekuda kwemari destroying families nemashoko kupinzisa vanhu mu depression becos of her words , imagine kusvika pakutsvava girlfriend yamhofu kuvavarira kuputsa imba yamadam boss she send pple to beat up SEAN GWETA she send pple to beat up chihera I will laugh to the fullest
If you really love her sezvamunotiudza then I'm sure you care about her kids zvekutodaro and we expect you to keep them in private schools avagara vachienda otherwise vanogona kuzomuka vakuenda kuGlen View 1 High umwe mudiki uyu kuBudiriro 2 Primary kudhuze nekwagogo. Vanozviti The Kittens, itaika plan mubatanidze fees yevana yekuprivate school kwavari kana muri mafans echokwadi. Simba riya ramoshandisa kundiundura , kindly direct energy yese iyoyo pakutsvagira vana fees vasachinjwe kuendeswa kuzvikoro zvekurukisheni because we all know kuti vanonoitwa bhagadhi ikoko. Mafans Itai plan tione 🙇♀️Semunhu wedu watinofarira pano ngatibatsire gogo murata ne mari ye fees vana vasayenda kumhuriimwe pls .then totsvaga mota inotakura vana kuenda chikoroYou might as well do t
Maitt waiti Jeri rakasikirwa vanhu Ndopaunonzwa rimwe richiti jeri rakasikirwa vanhu hiiiiiimi parai mhosva tione kana murimadzvinyangwe musaudzane zvisina basa kune zvirwere uko