Zvimwe zvamoisa paMedia ka ummm nikisi. Who is taking pics thou? Zvoita kungati hatizivi kurwadza kwemimba yooooo
Wasu iwewe mangwana ndoda kukuona wawe kuArea 14 kumba kwenyu kuDangamvura ... Munhu ndakadzidza naye uyu paDangamvura high izvezvi wakuita house gero wamai tt ... Ita mushe Simba ..Kusada kushanda uri murume kusvika pakutimbwa shure . Brat bhasitetiMusadaro mo power, taipinda naye church kwamutepha ๐คฃari leader we dance group anotamba zvekut dhuu
Ko zvawaimiramira muchiita go fund muchiti hee hatidi kuti asungwe hino nhasi zviripiko mototangazve kupemha ye bail out zimbuya repakona munoti inyore hre kushanda mari umwe munhu otora odya ๐
Dzidzisai vana venyu kuti mari inoseenzwa mukasadaro vana venyu vachagumira muchipatara or mujeri samaitt Customised wigs available in280% density 310% density To purchase yours contact me at +353830165883 Ketty Masomera
KO masecurity aye aigadha imba yaKamuchacha dai vambomiswa basa because hapana chekugadha at the moment . Mutumbi is laying in State Ku Correctional Facility yeChikurubhi๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ
Tinashe Maphosa, i hope urikurara kwauri ikoko knowing you are the root yeproblem yasomeone. God never fails you played a part in this kutadza kuti uchabhadharawo munhu one. How are you feeling right now knowing you destroyed a HOME. Mai tt was doing well before meeting you, you took a mother away from her kids making them orphans. This is not fair,
1 week achabuda ana Fantan Dweet vakabuda wani . Zozo akakwanisa kuurayisa tsvangirai ..zozo akakwanisa kuburitsa deliwe aponda murume wozotadza kuburitsisa mura hahada makapusa mazimba itiswai sterek .1 week akubuda ende muchasvavaKubuda hapana hapo she set all those bridges on fire. Uyu aitoda kuzviidza chamangwiza zvino musangano unokuratidza gwara.
Ma Bridesmaids hakuna kana one akuteverawo nekuti vese wakapera kuvatuka ko ivo Mai Maketeni vanga variko here?Musi wakachata Felistas it was a big deal. Takaswero taura nezvemanakiro emuchato wake and how blessed she is. Sei musina kuti vanhu vanongo chata everyday Feli ndiye atanga here? Sei musina kutitsiura kuti tiri kurumbidzirei muchato wake as if vamwe vanhu havachate? Handiti maitoti tiite makorokoto Nhasi kambavha kenyu kasungu zvaipa papi kuti tiri kumutaura? Handiti akauya ega paFacebook achitsvaga fame. Totadza nei kutaura about the Zim Socialite with the biggest following? Tisiyeyi zvedu tiitaure mbavha iri Famous and broke
Vanhu musazode kutora advantage pavana kana Uchida kubatsira batsira nemoyo kwete kuda kutora advantage. ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐
True hero ๐ช not zvevanhu vaituka misatanyoko ๐ฎTisingakanganwe Job Sikhala, a political prisioner aane 12 months mujeri asina mhosva yaakapara.