This is a simple case of ndamba kuudzwa … she does not take good advice from anyone … idofo Feli. She failed to think about her reputation. Now anoshandepi ? Apa brand ratotsva … apa chikoro haana … what a shame really.She wants to prove to people kuti ndakapenga ndo problem yake chete chete then those that claim they love her "vana go Mura" havamuudze chokwadi instead vanongokuza zvese zvese nehumbavha hoyo munhu anyura. Iko zvino munhu akujeri ko ngavachiite mudeme mudeme vabatsire tione. Social media iyi either it can build or destroy you.
Akasadzoka vana vamitiswa🤣🤣🤣🤣Go Mura Go to Chikurubhi ! Mai Tt your life our entertainment. Friday tinenge tinewe na Tongai mu court tichitonga yema gonyeti, next week tenge tina Racheal Mhuru tichitonga yefraud after that tozopinda muneyema round. Gore rino unosvika ku 10 years kamuchachilo. Waifurirwa ne Cat family yakazara ma maids epa South Africa asina kuenda akutyoro, matofo oga oga. Vanhu vaitema mateacher nerekeni unoti vaiku advicer chii chinemusoro.... Manje kuChikurubi kubani, winter ino unonye ne chandoMa truck 2 ake ,they both had agreed kuti a advertize ma trucks ndobva amaisa pachibadzwa che $17 thousand ndobva achinja mapepa ema truck ,the trucks were for $56 thousand akapa Tongai $4 thousand saka she owes $52 thousand , Kuna Tongai ,they will be in court tomorr
KO akazorepa vana nhai imi
Shame hapana kana chekupembera apa.Mai Tt is now in an even tight spot than ever before.Thank you PP nekuramba kutengwa🙏👏👏.Criminal record iyoyo ndiyo yatanga tichitoda kanga kajaira kuti madocket anoraswa nekuti now she will be classed as a repeat offender.Zvikiti dai madzikama henyu matongonamatira mai venyu nekuti next court case starting soon yemarhorhi maone.She actually falsified madocuments akatengesa midziyo yemunhu.This carries a custodial sentence.She will pay chete kubira vanhu kwaakaita.Evry dog has its day.
Musanyeperane if you cause people pain, people will celebrate your downfall, kuno kune indictment irikuto celebretwa. Zimboz sooka, we don't join hands and sing kumbaya for people who benefit from stealing from others. Hatidye imbwa nekunyara.Nemaceleb biyake zii kunge vasipo Mai mwana kana one aposta achiti it is well Mura. Vanhu vaneta nehunhu hwekiti. Kiti inoda kumbodisciplinwa iyi. The way they are minding their business ka! Ungatoti hapana chirikuitika mutown idi oo🤞 Haavengwi uyu but hunhu hwake ndohunovengwa kunyanya mukanwa make munoda Jik chaiko. Dai apiwa zvimakore mukati. Mbavha yomunhu.
Tikagara gara toyeuchidzana kuti Fungisai akambororwa nehanzvadzi yamai vake vanova ivo sekuru vake .
Vana chommie asi vakasurirana nhaimi roreni akambopisa mazuva aya.
Good bye my friend murah Ndofunga uchabuda wadzidza iweee Hatikuvenge tovenga zviito Don't worry vana tobatsirana kuchengeta Moral of the story Gudzikana nezvaunazvo Fake life is dangerous Godo rakaipa ,competion yakaipa zvekare Tisanyengerwa nema loves nema likes Rudo harutengwe nemari Will visit you nekokora nema bunsI noe bride maids are in denial ,mama vavharirwa vana ,ndimi varoyi vekupedzisira ndimi makaita asvike apa you were never honest with her from the beginning, now hona munhu asungwa ugare mune Inda imi muchingoti go mura nxaaa ,yeah I noe oh u are in shock muchabvuma henyu
Regai nditore mukana uno kupindura vese varikuti heee zvikiti ndozvapesvedzera kuti kamuchacha asvike paari nhasi chinhu chamofanha kuziva pamasocialite a muzimbabwe havadi kuudzwa chokwadi vajaira kuitwa sugarcoat sooo ukaudza munhu chokwadi unoblokwa soooo vanhu vese they will end up vakungoti go mura kupage kwake coz vakasadaro vanoblokwa soooo not kwakamuchacha chete even mamwe masocialites havadi chokwadi but imi masocialites chamofanha kuziva ndechekuti isu tokupesvedzerai tetirikudzimba dzedu senge nhasi zvikanzi kamuchachi akupinda mujere anopinda ega imi ana it is well munenge musipo ana go mura munenge musipo sooo zvakuda iye maitt agare pasi nepfungwa dzake adzamisise pasina ana go mura ava coz havana kana zvavanomupa basa nderekungoti heee saka muchaitasei munhu achinda pama1 e
Uyu tinaye muma streets chete ari kutoverenga nekuona zvese zvikuita pa social media