Celebs News

April 16, 2023

Vanhu Voti Ndozvatadzisa Rue Samaz Kuenda Kurufu Kuti Aswere Achitamba Na Tinashe Maphosa Maiit X husband Akaba Mari And Zvaachembera Asina Filter Aripahasha

Vanhu Voti ndiye Tinashe Maphosa  umaga batista mumami husband yamaitt diaries achena musoro .Haneno vanobatwa kumeso ne toddler face inenge ine filters nhadi auya ari pahasha ari yeke asi arikuitei kumba kwasamaz.

April 15, 2023

Vanhu Voudza Nox Guni Kuti Sure Makore Ese Aya Uchizviti International Artist Kutadza Kutengera Sekuru Vako Suit Kwayo Kuvatangera Bhero Rinenge Mapapu Eshato

Nox Guni Zimbabwean artist Oudzwa kuti Sure Makore ese aya uri International artist kutadza kutengera sekuru vako suit yakanaka kwayo , kwakuvatengera bhero rinenge mapapu eshato kudaro. Mazimbabweans zvakatiomera vatirinayo zvavo suit yacho.

April 14, 2023

Maitt Onzi Mari Yauri Kupa Vanhu Vemakeup Dai Wabhadhara Zvikwereti Zvemarounds Unojairira Vanhu Stereki

Maitt vonzi mari iyoyo yauri kutenga make up ki yekupa vanhu wadii kuibhadhara chikwereti.vanhu vemarounds imi sei muchidhererwa kudaro bhadhara zvikwereti. Izvi zvazotaurika mushure mekunge maitt vati I will give 10 people make up kits.

April 14, 2023

Vanhu Voudza Maitt Kana Uripachirongwa Chimbozorodzawo Chiweti Chako Zvino Unoti From One Man To Another

Vanhu voti maitt mapiritsi eku uk haasi kuvabvuma and varume vakashinga mudzimba umu. Munhu kana uripachirongwa chimbozorodzawo chiweti chako kuitira load yako zvino uyu another from one man to another murandanyoro.pakadai hapana chinobuda zvacho anongowanza filters to cover maundy.

April 13, 2023

Makhadzi Tried To Copy Beyonce Style But It Didn't End Well Nebody Yake Inenge Chigubhu Chescud Dai Azvirega

Makhadzi southafrican artist oda kukopa beyonce jumpsuit but anga akanganwa kutenga ne body hazvina kuzomira mushe . The whole social media is laughing at her jumpsuit even iye wachoo Makhadzi atozvisekawo she writes ✍️ "good morning my fans zve outfit will talk later"

April 13, 2023

Madam Boss Vonzi Vari Kuzvara Matwins Boy And Girl Everything Double Double

Nhumbu ya madam boss yanetsa zvayo since last year . "Zvinovengwa nevaroyi uchanzwa rinwe richiti it's silicone silicone yakambomerera zvaririr here dumbu iro" Congratulations Tyra soon you will hold your bouncing baby girl and boy Matwins awakapiwa ba Mwari everything double double .

April 13, 2023

Mumba Meshamwari YaMaitt Ketina Tsvina Murandakadzi Is Regretting Hushamwari Munhu Kuita Live Mumba Muinetsvina Instead Of Kutsvaira

Wig boss Ketile ketile Ketina people are complaining kuti maxiso edu anzwa nekuona mumba munetsvina pama live dai uchimbotanga wa cleaner woxobaya live button chii chakadaro chinenge ngozi. Mumba meshamwari yaFelly Murata aah furi shame I kno murandanyoro is regretting chii ichochi kutoita live netsvina iyoo.

April 12, 2023

Vanhu Voti Joey Nyikadzino Mbavha Yemusodzi Nemisodzi Chete Palive Yoyorova Bag Achinyepera Senge Akubatsira Vanhu Varikutambura

Munyori oti "Joey Imbavha yemisodzi kune dzepfuti dzemapanga nedzemadrugs dzinotamga dza drugg victim but iyi inongiuya nemisodzi chete palive yotirova bag kwete bag she lures your giving hearts by bringing vulnerable people palive onyepedzera kuchema.

April 12, 2023

Ola Nababa Tencen Nezuro Paradio Pakanga Pasangana Vanhu 2 Vane Dzungu Kutadza Kana Kumedza Mate Kubhaiza kuburitsa Madhiri Emapassport Nekudhiza

Munyori Oti Baba Tencen Dzungu ravaive naro nezuro kutadza kumedza kana mate vakazobhaiza kuburitsa madhiri ema passport hanzi ndakadhiza kuti nyaya yangu ipere. Zvinhu zvekutaura paradio here izvozvo

April 12, 2023

Tarrie Martin Vonzi Ava Vanongoshayawo Ndochii Ichocho Kuswera Vachupushana Mubhara Kuita Zvima Video Zvisina Kana Musoro Vachigara Mujarata vanhu Vakabva Joni

Tarrie Martin oudzwa kuti mavideo ake haanakidze uye haasekese dai axbirega hake."Ava vanongoshayawo ava ndoichiichocho kulushana mubhara kungwarira kuita zvima video zvisina kana musoro zvinobhowa ivo vachitadza kuvakisa imba dhuwq kuenda konogara mujarata kubva joni. Endai kubasa kwete kuswera muchiita zvima video zvekumamaa zvisingatombosrkese.

11 12 13 14 15