Celebs News

April 12, 2023

Why Is South Africa Not Renewing 160 000 Zimbabweans Work Permit

Mazimbabwean haachadiwe musouth Africa life is no longer the same like before tgey no longer even want to renew permits evane mapper vacho it's sad. Vana vevhu let's go back home and vote read more.

April 11, 2023

Sydney Dukutsvu We Ku Capetown Ashaaikwa Arikutsvagwawo Nehama Dzake Kugara Joni Kushinga Chokwadi Vanhu Vanongotsakatika Nyika Haisi Safe Iyaa

Nhamo yeku Zimbabwe haisi nani here pane Kusouth Africa Joni vanhu vanongouraiwa senge huku zvekuti ukashaya hana yako unotonetsekana kuti mupentu here. Ndirikutsvagawo babamunini vangu Sydenham Dukutsvu vanogara ku captown we are worried havasi kubatika palomino banoita zvemagetsi anenge avaonawo tibate pa +27677280636

April 11, 2023

Murume Weku Highfield Paradise Ochekwa Chekwa Mushure Mekunge Awanikwa Nemukadzi Wemunhu Chihure Chinourayisa

A man was severely assaulted Monday evening sfter he was found with another man's wife in Paradise Highfield. Pafiyo apo regai zvekudanaba nevanhu vevanhu munofira mahara .The woman's husband fled away  after assaulting the alleged lover. Applicants report have been filed  

April 11, 2023

Bobrisky Nigerian Ngochani Oudza Na Swagger I Love You My Role Model I'm walking In your Fits

Bobrisky Nigerian Ngochani oudzwa newedu Zimbabwean swagger .I love you Bobrisky you are my role model I'm walking in your fits . Chirungu chaswagger chinoshoresa Zimbabwea kuti mukoman vakaenda grade seven here chokwadi ,zvakzoma hazvo .kuda kunyadzisa Internationally nechirungu chakatyorwa anyway will these make a good couple lol

April 11, 2023

Maitt Felistas New Baby Dady Gilbert Batsiraka Murandakadzi Kubhadhara Zvikwereti Zvemuchato WaUmaga Batista Mukwenyi Maphosa

Vanhu voti Gilbert Kandiiado chibatsiraka maitt kubhadhars zvikwereti zvemuchato wa umaga aka Tinashe maphosa . Nekuti kana wada munhu chida munhu nema problems ake iwe unemari mu uk umuu .

April 10, 2023

Mudiwa Hood Onzi Usatipire Vakomana Vedu Pressure Iwe Uchiziva Uri Mbavhaa Ye Zanupf Zimhanza Rinopenya Usanyepere Vanhu Kuti Hauite Zvepolitics

Musician Mudiwa hood itukwa nevangu mushure mekunge ati haaite zvepolitics anoita zvekuimba ."anoimbeiko mudiwa hatina kana song yake one yatinoziva" Mudiwa busy kupa vana Giribheti wedu pressure iwe uchiziva kuti urimbavha.unoziva here kuti kunana Giribheti hustling day and night mari yavanokwanisa ndeyefood chete.Mudiwa uri muzanupf secret supporter.

April 10, 2023

Vanhu Voti Madam Boss Looked Bored At The High Tea Vakamanikidzwa Kuenda Aunt Jenny Was Dull And Boring Zvangazvakadhakwa Pafeya Vanhu Vashoma Pasina Mufaro

Vanhu voti Olinda akananikidza Tyra zve high tea panwe haana kutonge abhadharwa nokuti akanga adiri kufara kana kutozvida. Vanhu voti malice aketina aitonakidxa pane ku high tea Gaykie anga akapfekeiko,olie kuzvida she wasn't friendly,aunt Jenny was dull and boring. High tea yegore rino zvazvakaoma kusina vanhu and vashoma vaiko vacho vanga vasina mufaro.

April 09, 2023

Maitt And Chiranga Mapenzi Batitsa Mukwenyi Tinashe Happy Wedding Anniversary Nhasi Ndozuva Rakapembera Nyika Yese

Felistas and Tinashe 9 April 2022 last year ndopakapembera nyika yose ichifarira chiitiko chemuchato wababa namai maphosa mushure mukenge vaita muchato we 100 000 usd yezvikwereti. Vakachata muchato unoshamisa kusheedza Kelly khumalo southafrican musician ,helicopter ride ,flying cakes 🎂,flags of all countries there.

April 09, 2023

Makhadzi Angatadze Neiko Kutemwa Nemabhidhoro Iye Achiuya Akashama And Achitidzira Vanhu Disk Rine Mascratch Ana Wasu Haadi Kujairirwa Vanhu Varikuda Mari Dzawo

Vanhu vekwa Mutare not happy with Makhadzi and Dj Fantan they are complaining mari dxavo dzava kabhadhara and she only play music 1 disk rine mascratch . Zvinova izvo zvakaita azotemwe nemabhodhoro ,people complaining to promoters kuti munhu angauya pa stage na 2am obva after 5minutes ndikujairira kaa ikokoo. Anyway why kusheedxa ma Southafrican isu tine maartist hobho muZimbabwe which of our artists akambosheedzwa nema Southafrican 

April 08, 2023

Jackie Ngarande Taka Chimaster Chigame Ichi Oudzwa Da Wakachimaster Wakaroorwa Kare But Varume Vanotokutiza Kutya Noise

Jackie Ngarande oudzwa nema fans varume havede noise dai wamboenda kuma voice lessons ,Hadzvadzi yafortu pamwe ungaroorwa nekunaka kwese uko kushaya anokuisawo pakichen. Iwe uchiti waka master chigame chacho zvakaoma hazvo .

12 13 14 15 16