Celebs News

April 06, 2023

Shema Ochema Chema Ave Kutsvaga Anotenga Verisa Kascoro Koro Kemota Yake Asi Olinda Ane Mari Yaake YeGofund

Zvinonzwisa tsitsi uye zvinopa vanhu hasha vakabvisa mari yego fund me to Olinda for Shemas Car 🚗 mushure mekunge Shema anyora kuti. "Ari kuda kutenga Verisa Ndibate .Ini ndapera gangu mari yekugadzirisa.Yaita same problem ye Head ne head gasket,mari dzacho dzandiwandira  Mabuyer huyai  ndakumboita zva bus 🚌 ini. Justice for Shema tirikuda kuona apiwa mari yake.

April 06, 2023

Macitizens Achema Chema Tino Katsande Studio 263 Actress Oti Vanhu Vasvatuka Nenhamo Voti Dear Gold Mafia Dai Magadzirisawo Zvipatara Vanhu Varikungofa Mune Moyo Yakaipa

Vana Vevhu vashungurudzwa nembavha dze Zanupf zvipatara hazvina mishonga and machines to use vanhu vachishandisa mari yenyika kugutisa matumbu avo ne campaign kudenga kuna Mwari. Tinopona katsande said "Dear GOLD MAFIA ,DDRUG DEALERS ,RICH COUSINS,BIG BOYS CREW, please tirikukumbirawo mutigadzirirewo zvipatara Vanhu varikufa nguva yavo isati yakwana.

April 05, 2023

Fadzai Mahere Said Zanupf Is Abusing The law They Arrest Vanhu Vasina Mhosva Job Sikhala And Citizens Makangonyarara

Nhai vana vevhu muchazopepuka zvaita seiko Job Sikhala akasungwa yet mbavha dze gold dziri kutofamba kunze maZimbabweans takapusa chaizo tichatongwa ne Zanupf kusvika taona moto madhongi Ave nenyanga. Fadzai mahere CCC spokes person said Zanupf arrested Job Sikhala detained him at Chikurubhi maximum prison.Zanupf is abusing state institutions to deny him bail .Zanupf used his arrest to cover up gruesome murder of CCC members .Zanupf has rendered him a political prisoners for 292 days. It is really sad 

April 05, 2023

Zuva Oudzwa Kuti Ave kupenga Na Patricia Jackie Mushure Mekunge Ati Sex Tape RaMadam boss NaPirikisi Ririko Musanyeperwe varikutoda kundiuraya

Patricia Jackie Madam boss spokesperson voudza Zuva urban tete "Zuva dhongo Habane dzichiri right right here mubrain ?I'm really worried na hommie uyu chiiko ku Canada chaakapiwa kupenga kuti homu homu chaiko segudo. Patricia sad this after Zuva ati sex tape Ramadam boss na Pirikisi ririko and zvichazobuda hazvo inini naMelly hatipenge and hatisi kunyeba nyaya iyii.Pirikisi arikufonerei immigration yeku Canada nekuda kundiurayisa kana dziri nhema 

April 04, 2023

ROKI Zimbabwean artist osungiswa mushure mekunge atiza kubhadhara mari yeChild support

Roki Zimbabweans hit maker of Patati patati song X wife Said "Roki wakatiza ma maintenance in 2015 ukauya ku beitbridge uchigara muna Baobabkumba kwa Mr C anoshanda ku Zinara ukadxingwa ikoko wamubira Samsung phone yake uri mbavha. Ukatanga kugunduruka mu LA california night club pamashakada wakuchengetwa na Craig Maumbe anofamba ne alteza uchi poacher doro mogo nembanje rough nhasi wakurasa Craig nekurasa futi vana 

April 03, 2023

American Celebrity Dj Mandla Met With Tatts Late Moana's Sister

American Dj Mandla met with Tatts late moanas sister the dj write on his instagram "finally met Tatts "he us truly enjoying vacation yake ku Africa 🌍         

April 03, 2023

Olinda Chapel not happy with Mai Mazowe musatange musindo ndinozofumura vanhu

Angry Olinda Chapel said "I don't like this nonsense whatever games people try and play they shouldn't play with my name. she explain further pictures below.

12 13 14 15 16