Sarah Maruta Ofumura Kubhinywa Kwaakitwa na Walter Magaya ??♂️??♂️?? facebook embed code Zimbabweans the way we defend prophets???
Mukadzi wemunhu unoitirei chihure ezvino worowa wawa kahura naye ari kumba kwake Hanzi ndoda kumbonomama ?? Maboorangoma matuzvi ndozvamogona kurowa wana wewanhu imi muchihura muchiunzira wakadzi zvirwereRegai mukadzi abhuye chokwadi chake kkkkkkk musavuraya mukadzi uyooo Ngaavasungise munhu anoita zvaada ne mheche yake kana ahura murambe varume vakahura vanorohwa naniNgaavasungise hakuna munhu ane right yekurova munhu
Hi hide ID. Please can you educate the public pamatakurirwo ari kuitwa vana vechikoro. Vana ava ndevepaBudiriro 4 Primary in Budiriro. Vakwira paBustop aripa hump before paMatayi. Vanga vachiti vari kuenda kuCabs.Munenge muchida kuti vatukurirwe paiko ne10 zig iyoyo ogara paseat manje ne10zig,endesai vana kuzvikoro zvinebhazi kana musingadi kuti vaendw kuboot
Cruise ship crew member mysteriously plunges overboard into Mediterranean Sea No she was sending money to home, people was eating her money, they supposed to build house .Augustine Makubela yes ndanzwa hama yacho ichibvunza kunepost kuti akazviurairei aKATI pane zvakaitika it's family issues handingataure pafb so unoreva chokwadimumwe ndakamunzwa achiti family yangu pressure yairi kundipa nekuda mari yandiri kushanda ndafunga kusadzokera kumba coz ndiwo wakutonditadzisa kushanda , please hama kana vanhu waenda kunoshanda imbomirai kukumbira mari or kuudza munhu ma problem akuitika kumba yet asingakwanise kuma solver arikure ndozvimwe zvinokonzeresamumwe ndakamunzwa ach
Executive Coaches I’m really disappointed by the experience I had with Executive Coaches. On our first trip from Bulawayo to Harare, the journey was extremely uncomfortable the bus was constantly jerking from heavy emergency braking, which made it hard to rest or enjoy the trip. I decided to overlook that and had already bought two more tickets for my sister and sister-in-law for their trip to Harare the next day. Unfortunately, their bus broke down in Kadoma, and they were stranded outside for over three hours with no clear communication or assistance from the company. In the end, they had to find their own transport to Harare and pay an extra $10 each just to complete the journey. &nbs
Zvakaoma. Murume uyu ari kurova mukadzi vatadza kunzwisisana panyaya ya land. But ivo vari kutora video ko munhu akakuvara nhai Zirume iro irombe gwara chairo ungazamurira mazioko kurova munhukadzi ko adii kuenda kwasabhuku or kwamambo hanty minda inotongwa nemsabuku and chiefs, Hes very stupid.
Minister’s aide arrested after security breach at Zanu PF Conference Police are investigating a security breach that happened at Zanu PF’s annual conference two weeks ago. Brighton Ndebele, who works as a personal assistant to Industry Minister Mangaliso Ndlovu, was caught with a firearm and has been denied bail. Ndebele, who also serves as Zanu PF’s information secretary for Matabeleland South, was arrested amid growing tensions between President Mnangagwa and his deputy, Constantino Chiwenga. Authorities are trying to find out whether he carried the gun by mistake or for another reason. Investigators have also questioned his wives in Bulawayo as part of the case. You dont carry a firearm by mistake from Bul
No one deserves to be killed,God is watchingSAD? | Our fellow brother from Zimbabwe, known as TK, was shot yesterday in Greenbushes, Port Elizabeth. He was hit five times in the chest. TK ran a small business selling fresh chips next to a bar. The motive behind this attack remains unclear.We should fix our country vanhu vadzoke kumusha kwete kusekerera mari yenyika ichitambiswaJust like the 44 bus passengers, at the end of the day a question has to be asked why people have to leave their land of birth out of desperation and trek to foreign lands to eke out an existence. This is the unfortunate results of bad governance and corruption that sees people wanting to extend their term of office by another two y
Ko ku kariba mava kutema Master H ari pa stage hereMuchatiuraira vanhu vedu mukutemerei vamwe aa mazimba sooWe have nomalised kusakwana in Zim and its not funny at all. Id you don't like them don't attend musaita mbiri isina basaUkaimba zvisina musoro vano tema asara ndiKepizha anoda chidhina chaicho
Yayah akatoshama ka uyu mikaka irikubuda apa bum bum riripanze Muchimbopfekerei zvinozokutambudzai pa vanhuMatauro achidonhaa vachidzoreraah,Matauro achidonhaa vachiadzorera. Yakapoya ndoidzorera ,singing zvanguKo aibatirei akadii kusiya angoti rapata hanti ndizvo zvaaida kutobva kumba akashama aifungei