The lawyer who is trying to get her off the hookThis should be a lesson to all. Consider ur situation before committing. Izvi zvekuda kuzopa tumareasons twekuti usavharirwa hazvina deal. Kumedza bhonzo kutemba huro. Ndinevana Ndinechirwere bla bla Pawaipara mhoswa waisaziva here kuti unezvese izvi. Waiti uchazoita sei. How many single and positive mothers out there varikugwesha coz they cant afford a flamboyant life style. Munoti havaidewo? Havagonewo kujuta vanhu here? They chose kutambura coz they know the consequences. Let her face the consequences. Dai akavhara vanhu achida kuwana mari yekuchipatara or yeschool fees better. Kuvhara vanhu kuti uroore murume??
Maitt The PP Monalisa Magwenzi who received info that she may not be eligible for community service.
Mai micheka ari kumbozama kumira nembavha yake gongomutoto ari kuti ngazviende zviende zvigoendaaaaa
Ichoo chakupererwa, unodziva 12 months iwe usina info uchiita yekutsvagiridza yenhema, souljah luv takamirira nyanya yake neyapilot, rega wakashandiswa naFeli wakadzungaira kuzotebga hembe🤣😂😂😂😂ko iko kuspender kumba kusiri kwako🤣😂😂😂zidununu, akakugona Feli aisakuudza zvelife yake too much wakabva wabuda usina info😂😂😂😂huya hako ungotaura ana gomutoto vako 🤣🤣🤣🤣or siisi maisiriiri vakumbokutsvagira zvimwe zvekuti upenge nazvo palive
Nhaiwe mai bee ko uri kuvavarira chii shuwa mkadzi mkuru akaita sewe anoswero batiswa tsoka unombopiwa mariiko tyra namai tt vakafanana kuita vaskana vebasa hobho umwe anomukwenya kumusana umwe anoisa makeup vana madhumbe vari munhamo ava
cGuyz saka munotoenda ku church apa motoparidzigwa shoko ra MWARI CHAIRO Imika..vanhu ava vanongotyisa chero wakabatarira chaiko,,pane ka hu cult mukati
On this 1 um team chichi,Dis Natie gal ane prblm nyoka muvhu achiparadzanisa vanhu,onyepera kunyarara iye achituka ne ma ghost list re vanhu vaakanetsana navo vaitamba nawo NOMATHEMBA:(posh akamuitira makhuwa kt arikudyiwa nechikomba chake chiri uk haana chaanobenifita apa mrume wemunhu,:(ever1 knws kt boyfrnd ya posh iri uk) TANYA: (akanomufumura ku boyfrnd yake iya yakamutengera imba kt arikusvirwa na Shacky Timburwa uya anopinda kwa makandiwa anoita zve gold) TENDAI:(ex bestie frnd yake,akagezwa madhodi na Tendai arwara,after tht akati tendai aipedza chikafu mumba make anga akuda boyfrnd yake) HADDASAH:(akanosvirwa ne mrume wa Haddasah Brandson akapiwa 8000dhorazi,akatuka Haddasah kt akabva kunogadzira body ku turkey akadzoka achiita semrume.) FELICIA JADA:(a
Aka kadzingwa kumarooro naAunty Zozo hanzi kana kadhakwa foshoro kanokumba zvese kana groom kanopinyoresaAka zvakawandira. Koti kudyirwa 16k na Felistas kuma rounds koti kukaviwa na zozo. Zodwa why makhumalo?Ndakazvibvunza kuti zvaatopedza kutengesa mota ginimbi mari yakasiya yakaendepiPa comment ipapo vaenderera mberi vachiti Neria anodhakwa foshoro zvinova izvo zvaigumbura zangarehwa kusvika amusvipa.
Chichi oti Handichive Munhu Anokwirirwa chikafu food
Natalie also didn’t congratulate Chichi on her new house. It’s quite difficult for two strong characters to be friends. Pane anenge achifunga kuti good things should happen to her and only her.Chichi bosslady didn’t congratulate Natalie on her achievement yeRange Rover, what am I missing? Haana kana kuposter Chero muswe wayoThis tym um team Chichi,Natalie ane prblm