Chichi oti Handichive Munhu Anokwirirwa chikafu food
Natalie also didn’t congratulate Chichi on her new house. It’s quite difficult for two strong characters to be friends. Pane anenge achifunga kuti good things should happen to her and only her.Chichi bosslady didn’t congratulate Natalie on her achievement yeRange Rover, what am I missing? Haana kana kuposter Chero muswe wayoThis tym um team Chichi,Natalie ane prblm
🍾🍾🍾1 Mrs 'Moet' 💯💯💯 Mai inoda 'mweti' iyoyi nyararai zvenyu, kana usingadi kupedza nguva uchiitsvaga pamaevents ingonanga paMweti 🤣🤣🤣Haushayi 🤞. But bho here kuzoinyimawo chifiga belt chekuti ibude hour glass shape sevamwe vese, chiiko nemi anaZozo nanaBuhlinda shuwa Nomathemba kuita kunge hanzvadzi yababa iya hombe inogara paruzevha inodya sadza katatu pazuva ichiseredzera nemahewu, snack chiri chibage chakagochwa yozopedzisira nemutakura wenyimo nenyemba zvayo! Chii chakadaro dhirezi kuita kunge mugomo, no dart , no gather, no elastic , detail zero! Munhu waKwini nhaimi? Ndabatikana zvakanyanya mufunge😥 P/s C Section musazvinetse, uyu anozvipindurira ndomuthemba🤞ndimi hunyakwese futi ndakuonai v
Uyu ane maaoko ane makoko ebonyora mungamutevedze wasting his sperms achimirira chembere isingadzoki. Apa rakati vavava vamwe vachingozvara.Peter Dewa Moyo ndaikufarira asi kubva pawakango leakisa noodle remsikana wako ndakabva ndakuzvonda chii changa chaitika wanga wanyimwa mapounds here inga benz wakatengerwa usaite sechimbwa mupengo iwe
Chihera tsvaga ma piece job .hona even paunoda kutopiwa information inobatsira kana iwewe wakuda kutobhadharwa.rega zvee kuenda anongogara ne information yake.usamupe Ketty Masomera she now thinks uri kuda support yakeKetty doesn't need Chihera to tuka shem. evidence not everything is about mari zve. Ketty has information kuti usingise munhu akakusungisa ne vabetseri vake ,especially sister va Faith Candy.de atsvaka piece job hake.-
Pane akamboita hanya ne family members here tibvire uko 😅 unenge uchireva Feridhongo iweNdozvaka tsamwirwa ketile izvozvo kna watamba na kiti wotomira naiye chte zvekumira ne family wombomira kusvika paune usingachade😅Mai ava vanovaviwa nekutsvaga mbiri varegererei vanofinha semangai
True riches is when you give others platforms to flourish not when you take away from the less privileged and clandestinely and fraudulently make your way to the top
Inga zvinonzi vakaita ma DNA akabuda ari wa greatman wani 🙄Pane ane song yaTuku here yekuti zvimwe hazvibvunzweHiiii nhai Mwari ko kufanana 🤣🤣🤣ndopaunonzwa kakadzi ka greatman kachiti nyweee nyweee nxaaa ane hutsinye
Takatomutora serious kare. Ketty has finished her mission kare and vacho that were targeted by her message which is vanhu vema rounds, potential vanhu vemaround and macompany vakatonzwa message kare and they are staying clearance of maitt which was the goal. The rest is entertainment and we are here for it nema stars ✨ zvese 💃💃💃💃💃💃💃 go ketty goDai Ketty achitomhanya neregister to vote zvirinani, izvi zvemaaudios azvishande and taneta. People will never take her serious cz anonyanya zvinyadzi nekakusakwana so, izvezvi nyaya dzemari yemaround akangozvitaura 2days zvikashaya basa cz akungohumana. And vese vezvikwereti vakaenda kwaari chikiti achangoti endayi mobhadharwa kufacebook 🤣😂😂. Corruption yemuZim ungazoigona here iwe hakowo kettina🤣🤣🤣ana Hopewe
Ini ndine munhu one ane sekisi tape . Ndakatodzidza kugarisana nevamIwe zvakanaka nokuti Ba Megan akamuka akavhura shabhani mwando ndamama 😩😩🙈🙈 Why do you think handimbovatokonye 😂?Me checking up on all my Nude handlers 🥴🥴 hevoyi guys I’m just checking up on you , I’m not ignoring you or ghosting you my sweet chocolates! Just a bit tied up.👀