Good Morning Munhu waMwari, one munhu akanzwa Izwi rechokwadi kare ,akatirairidza zvese izvi nekupera kwazvichaita..as Zimbabweans we should protect this guy ..agreeing or not who cares,i thank Jah Jah that he is one of ours..the only one who speaks the mind of God after the Late Evangelist Chiweshe..ππΎππΎππΎ Chokwadi munoti henyu hee mwari matirasa Zimbabwe,,, munoda mwari vadii kana tiine mbeu dzakadai πππ
π¨*SADC Observers Report* 1. Delimitation was a flawed and unconstitutionally executed process 2. ZEC failed ro release the Voters Roll on time for Candidates to Audit 3. The fee charged for the Voters Roll was restrictive to candidates 4. CCC Rallies were disrupted by the Police thereby denying the Citizens their right to Freedom of Assembly 5. The Patriotic Bill is unconstitutional as it attacks the Freedom of Speech 6. Kasukuwere’s disqualification was unconstitutional 7. The Nomination fees was restrictive (from 1000Usd to 20 000USd) 8.Sadc yazviramba zvemahumbwe eZEC neZANU. Kutitambisira nguva. Kwanzi chinhu ichi ngach
Mutungamiri webato reZanu PF VaEmnerson Mnangagwa vachivhotera CCC nhasi kuPricarb farm muKwekwe. Mifananidzo ina Mlondolozi Ndlovu. Mukuseka zvenyu asi ED akahwina kuchachemwa nenzara muZim already yakutoverengwa panyika dziri very poor in the world. Zvinotopisa tsitsi hapana kana chinosekesa fungai kuti muzvipatara hamuna mshonga akawinner dzimwe 5 years chii chichaitika already zvinhu zvakatosunga kudai. We have already lost itπ’πππππππππππππballot papers vanawo already voted hakuna humbwa hwakadai many areas hkuna ballot paper π vakadiii ku prenta according to voter’s registration role with extras haaaa shem Zanupf Mwari ave nemi chokwadi
Panofanirwa paine n'anga yakasina kubhadhara chete kanhu kenyu ikaka.Ndiyo iri kukonzeresa nyonga nyonga yese iyi I
Mai Maketeni makabhadhara mari kutenga hushamwari namaitt munonyadzisa kunzwisa tsitsi mukadzi mukuru.
Tete Tilda Zim tagumbukakana munhu apoterawo kwamuri anenge achitsvagawo help imi makumuti emda kwasabhuku muri kuwanza rough .......Read more
Tinadhe Mutarisi Oti gandina kubvira ndadya bota or have a relationship with the lady Jossy Jess Mutongi she was my school mate ..........Read more
Mudiwa Hood pledges to help Paradzai Mesi Sungura artist wekuba chimgwq mu grocery store. He said "I do not condone stealing or any form of crime as a way to survive unacceptable.But the human in me ikuda kubatsira my heart is on the kids kenyanya I want to help them too.
Anna Honde Takamirira Secret Yashugeta yawakati ukataura anopera panonaka pawakambosiyana na Shugeta. Sikireti Inonyadzisa yacho ndeyechiiko yawaitaura paradio dai wangoti bvuu ruudai arichikiti tanzwa zvese.uchine brain dzekuda kudzoka kumancimbi ndosaka.
Zimbabwean politician Eddie Cross says President Emmerson Mangangwa has stripped prophet Uebert Angel off his diplomatic status. The man of God lost his diplomatic passport following the Al Jazeera gold smuggling exposure. He is likely to face jail time. Uebert Angel was secretly filmed bragging that he could move $1.2bn easily, due to his diplomatic immunity. Angel is presidential envoy and ambassador-at-large to Europe and the Americas since March 2021. Moreover, Eddie added that gold trader McEwan has fled the country with his family after being exposed in the documentary.