Monday, June 01

Akarova Amai Vake Achiti Munoroya Ndimi Makapengesa Mwana Wangu

KUNE mwanakomana ari kupomerwa mhosva yekurova amai vake achivapumha huroyi achiti ndivo vari kukonzera kuti mwana wake agarwe nemamhepo nekurasika njere.

Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Takesure Chimbare akamhan’arira vanin’ina vake — Norway Chimbare naSimon Chimbare — kudare reHarare Civil Court achida gwaro redziviriro.

Takesure anoti vanin’ina vake vave nemakore akawanda vachigara vachimurwisa.Mutongi Gladis Moyo akapa Takesure gwaro rinomudzivirira.

“Kubva 1996, vanin’ina vangu vanogara vakandirwisa uye kundituka asi chazoita kuti ndiuye kudare inyaya yakaitika musi wa24 Ndira apo vakauya kubasa kuzondipopotera pamberi pevakuru vangu zvekuti handitozive kuti vanorwei paupenyu hwangu,” anodaro Takesure.

Anoti haasi kuda kuona vanin’ina vake vachisvika pabasa pake kana kumba kwake sezvo pose pavanoendako vanoita mhirizhonga.

Simon anoti mukoma wake haasi kutaura chokwadi pamusoro pezvavari kunetserana pamberi pedare.
“Takesure ari kuvanza chokwadi, nyaya iri kunetsa ndeyekuti akarova amai achivati ndivo vari kukanganisa mwana wake njere. Isu tikada kuti tigadzirise nyaya yacho anobva atanga kupopota.

“Isu hatidi kuti ngozi iuye kuvana vedu, saka hazvigone kuti tirege kusvika paanogara,” anodaro Simon.

Norway anotiwo akazvambaradza Takesure nekuda kwekuti haanzwisise, saka anotoda kuita zvekurohwa.

“Mukoma havanzwisise saka kuvarova kuti pamwe vanganzwisise nekuti vabereki vedu vakagumbuka uye haataure navo. Hama dzedu dzakatogeza maoko panyaya iyi sezvo akaramba kutongeswa kana kuripa zvakange zvarehwa nanasekuru,” anodaro.

Mutongi Moyo anokurudzira Takesure nevanin’ina vake kuti vatsvage rubatsiro rwekuti vagadzirise matambudziko akatarisana navo semhuri.

  • Share:

Info News

Online MBA & Executive Education Programs: Advancing Your Career

Online MBA and executive education programs offer professionals the opportunity to advance their careers without leaving their jobs. These programs are highly competitive, with universities investing heavily in digital marketing to attract students.

Keywords such as “online MBA programs” and “executive education courses” have strong CPC due to high tuition costs. Content should highlight program benefits, flexibility, and career outcomes.

SEO-friendly articles that compare programs, discuss ROI, and provide application tips can attract high-intent traffic. This niche performs well because users are actively researching educational investments.

Consumer Fraud Class Action: Holding Companies Accountable

A consumer fraud class action may arise when a company misleads customers through false advertising, hidden fees, unfair billing, fake discounts, or deceptive business practices.

These cases can involve banks, phone companies, subscription services, car dealers, insurance companies, online retailers, and financial products.

A consumer may lose a small amount, but when thousands of people are affected, the total harm can be large.

Class actions help consumers combine claims and challenge companies that may otherwise avoid accountability.

Possible results may include refunds, account credits, debt cancellation, fee changes, or policy updates.

Consumers should keep contracts, receipts, screenshots, emails, bills, and customer service records.

If many people experienced the same issue, a class action lawyer may investigate whether the company violated consumer protection laws.