Hama Dza Killer T Dzouya Nemoto Wenyaya Zvanyadzisa

Killer T ngaambomira kuda kunzi anobatsira sterek , charity begins at home wangu!! Hona ambuya vako amai vemukadzi wako Lisa kuita kuumbuka evooo ndikati hezvooooπŸ˜ŽπŸ™ŒπŸ˜†πŸ˜†πŸ˜†. Foundation yeiko amai vemukadzi

 

 

 

 

vachigara pakashoreka apa iwe uchigaro popper mabottles plus kutemgesa madrugs ndiwe umwe saaa bata tikutumira police.Uyu munhu wepadhuze aburitsa info iri bt watadza

 

 

 

 

 

kutaura kti vakavakirwa imba wani iwe wakuburitsa mapic varikumatapiKana mbuya vakafirwa nevana maybe but havangazoshaye vazukuru vakawanda vobatanidza nekuronga kugadzirirwa pekugara

  • Share: