RWAIVHI rwunonzi rwakanaka kugara narwo mumba sezvo rwuchibatsira kubata tupukanana nezvizvipembenene zvakaita senhunzi, masvosve nemapete izvo zvinotambudza vakawanda.
Izvi zvakabuda muhurukuro naVaBrown Singano (75) avo vanoshanda kunzvimbo inochengetwa nyoka nezvimwe zvipukanana zvesango, yeSnake World iri pedyo neguta reHarare.
VaSingano — avo vane makore 35 vachiita basa rekuchengeta nyoka —vanoti rwaivhi rwunosandura ruvara zvichienderana neparwunenge rwuri uye imwe inenge iri nzira yekuti rwusaonekwe nezvikara zvinosanganisira nyoka.“Rwaivhi kanhu kakanyorovera, hakana hukasha uye kanodya zvinosanganisira nhunzi, masvosve, hwiza, mabuwebuwe, hozhwa netumwe tumbuyu nekudaro kakanaka chaizvo kugara nako mumba kachidya tunhu utwu,” vanodaro.VaSingano vanoti rurimi rwerwaivhi rwunogona kureba 20 kusvika 30cm urwo rwunotatamuka rwuchishandiswa kubata zvekudya senhunzi nemapete nekukasika.
“Rwaivhi imhuka isingade zvekudzvanywa nyanye pamusana payo, rwunoshama muromo nekushinyira kana rwuchinge rwave kuda kuruma. Rwukakanganiswa kubatwa, rwunoita ruvara rutema kuratidza hasha. Ndipo parunobva rwaruma kana kuti rwukaona rwuchida kuurayiwa rwunobva rwaruma asi harusiye huturu,” vanodaro VaSingano.Vanoti pamba pane marwaivhi panowanza kugara nyoka dzerudzi rwemhangara (boom slang) idzo dzine mazino ekumashure (back fangs) uye dzinofarira kudya marwaivhi.Zvinonzi kune mhando dzakasiyana dzemarwaivhi dzinosanganisira inonzi veiled chameleon inova inorarama kwemakore 5, panther chameleon inorarama kwemakore 2 kusvika pamakore 3 nejackson chameleon inorarama kwemakore 5 kusvika 10.Vanoti izvi zvonoreva kuti kana uchigara narwo mumba, kwemakore ose aya unenge usina dambudziko renhunzi, mapete netumwe tupukanana.
Rwaivhi rwechirume rwunonzi rwunorarama makore akawanda kudarika rwechikadzi.Rwaivhi rwechikadzi rwunoita mazai asi anongosiiwa ari pasi pevhu uye anochechenywa kwapera mwedzi misere.Zvinonzi kazhinji chimwe chinoita kuti rwaivhi rwechikadzi rwusararame kwemakore akawanda inyaya yekuti rwunofa rwuchangopedza kukandira mazai.Mazai aya paanochechenywa panobuda vana vanogona kusvika vasere. Mwana werwaivhi anonzi mandishaya.
Zvichakadai, Sekuru Friday Chisanyu — avo vanova mutungamiriri wesangano rinomirira vanachiremba vechivanhu, reZimbabwe National Practitioners Association — vanoti zvipuka nemhuka dzinokwaniswa kugarwa nadzo mudzimba zvipfuyo chete, kwete rwaivhi.“Mhuka dzatinokwanisa kugara nazvo zvipfuyo zvakaita sehuku, mbudzi nezvimwe.“Rwaivhi kamhuka kane huturu, kakaruma munhu mazino acho haaoneke, asi kanosiya huturu hunotorapwa nemushonga wenyoka unonzi tunguru,” vanodaro Sekuru Chisanyu.
Info News
How to Find the Best Real Estate Agent Near Me
Finding the best real estate agent near me starts with knowing what kind of help you actually need. Whether you are buying your first home, selling a property, or relocating, the right agent can save you time, reduce stress, and help you make better financial decisions.
A strong agent does more than unlock doors or list a home. They understand the local market, know how to price properties correctly, and can negotiate effectively on your behalf. In a competitive market, those skills can have a real impact on your final sale price or purchase terms.
The first step is to look for agents who work actively in your area. Local experience matters because neighborhood trends, school districts, pricing patterns, and buyer demand can change quickly from one ZIP code to the next. An agent who knows the local market will usually give you more realistic advice than someone who only works broadly across a region.
You should also review recent sales history. A good agent should be able to show you homes they have sold or helped clients buy in your price range and area. This gives you a better sense of whether they are experienced with properties similar to yours.
Communication style is just as important as market knowledge. Some agents prefer frequent phone calls, while others rely on texts or email updates. You want someone who responds quickly, explains things clearly, and keeps you informed throughout the process.
It also helps to ask the right questions during your first conversation. Ask how they market homes, how many clients they are currently handling, how they negotiate multiple offers, and what they think your home or target property is worth. Their answers will tell you a lot about their experience and professionalism.
If you are selling, look closely at their pricing strategy. An agent who inflates your listing price just to win your business may not serve you well in the long run. A realistic pricing plan often leads to stronger interest and better results.
The best real estate agent is not always the most famous or the one with the biggest marketing budget. It is the person who understands your goals, knows your market, and communicates well enough to guide you through one of the biggest decisions you will ever make.
Cybersecurity & Data Protection Services: Protecting Your Business from Modern Threats
Cybersecurity and data protection services are essential for businesses facing increasing risks from cyberattacks, ransomware, and data breaches. Organizations of all sizes are investing in advanced security solutions to safeguard sensitive information, customer data, and internal systems. With the rise of remote work and cloud-based infrastructure, the need for strong cybersecurity measures has never been greater.
Businesses searching for “enterprise cybersecurity solutions” or “data protection services” are typically high-intent users, making this niche extremely valuable for advertisers. Content in this space should focus on prevention strategies, threat detection, and compliance with data privacy regulations such as GDPR and CCPA. Providing actionable insights helps build trust and authority.
To rank well on Google, it is important to include long-tail keywords like “best cybersecurity services for small business” and “how to prevent data breaches.” High-quality content that explains real-world solutions, tools, and best practices will attract both organic traffic and high-paying ads.