Makhadzi Angatadze Neiko Kutemwa Nemabhidhoro Iye Achiuya Akashama And Achitidzira Vanhu Disk Rine Mascratch Ana Wasu Haadi Kujairirwa Vanhu Varikuda Mari Dzawo

Vanhu vekwa Mutare not happy with Makhadzi and Dj Fantan they are complaining mari dxavo dzava kabhadhara and she only play music 1 disk rine mascratch .

Zvinova izvo zvakaita azotemwe nemabhodhoro ,people complaining to promoters kuti munhu angauya pa stage na 2am obva after 5minutes ndikujairira kaa ikokoo.

Anyway why kusheedxa ma Southafrican isu tine maartist hobho muZimbabwe which of our artists akambosheedzwa nema Southafrican 

  • Share: