Mai Tt vanoita meet and greet for $25 kuti vave Riyana here 🤷🏾♀️🤷🏾♀️
Iwe Shuvai Nzenza ukwane semari yebhazi ugozvirasa kana wasvika se ticket usada kundinzwa mukanwa mangu ndinokunyara but ukada kuenderera ndinokupedzera
North Carolina
My state my home iwe kubva kwa Bushu kuda kurwisanisana vanhu its not happening for those coming for Mai Tt ‘s event come on your own risk chakachaya
SKWEEYA
Ndabva kunoona chi Bhawa chinenge china Mai Tt mangwana, such a dirty bar munopinda vana sekuru vechingezi kunotamba bingo kwa
SKWEEYA
Wanga wakuda kuita mari nenika manje wanyangira yaona. Shungu dzako kanawakasimba huya kubhawa ndozokuratidza kuti I’m not a comedian. Pengera kwawakaroyerwa heard u stayed 8 months in a pychatric ward wasiiwa nemurume saka brain dzako dzichiri kokayi huya ikoko ndikuratidze kuti I’m worse . Komari yemadonations yaunomira pamutsetse yehurumende wawapedza kudya here nhayi mvuu??? I’m coming if you got balls bring your diagram
Mai Tt vari kugara ku ghetto ye New Jersey hanzi ndaendeswa ku restaurant iko kuri ku buffet who does that eating in a buffet after this pandemic 😷
Wodai wobva wave ne COVID
SKWEEYA