MURUME wekwaMurehwa wekusungwa nemapurisa nemhosva yekuponda kamwana keko kane makore manomwe ekuberekwa nechinangwa chekukachekeresa anonzi akavimbiswa kubhadharwa US$1 500 yemusoro wemwana uyu.
Mutumbi wemwana uyu, Tapiwa Makore (7), wakazonhongwa nevanhu vemunharaunda nemapurisa apo wainge wodyiwa nembwa kwangodarika zuva rimwe chete abva mukushaikwa, asi wainge wakabviswa musoro, maoko nemakumbo ose pamwe chete nemagadziko.
Musoro wemwana uyu unonzi wakaendwa nawo nemumwe wevanhu ava anonzi anogara kwaJuru Growth Point uyo anonzi ainge avimbisa musungwa Tafadzwa Shamba (40) kuti aizodzoka achimubhadhara US$1 500.
Mutauriri wemapurisa munyika, Assistant Commissioner Paul Nyathi vanozivisa nezvekusungwa kwaShamba nemhosva mbiri dzinoti yekubipitira nechisimba neye kuponda Tapiwa.
Vanoti mhondi idzi dzakapara mhosva iyi dziri nhatu asi vamwe vaviri havasati vasungwa uye mapurisa ari kuvavhima nemeso matsvuku.
“Mapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) asunga Tafadzwa Shamba, uyo anova mugari uye mufudzi wemombe mumusha mumwe chetewo waigara mwana wekupondwa. Vamwe vake vaviri vachiri kutiza uye havasati vasungwa.
“Zvinonzi musungwa Shamba nevamwe vake vaviri avo vasati vasungwa vakahwandira Tapiwa kumagadheni, ndokumupikura nechisimba vakaenda naye mugomo umo vakanoswera naye zuva rose. Vakazoponda mwana uyu husiku hwezuva iroro, mumwe wavo anobva kwaJuru Growth Point ndokuenda nemusoro/deheny’a achisiya Shamba aine dzimwe nhengo dzemuviri wemwana apo akavimbisa kudzoka achimubhadhara $1 500,” vanodaro Asst Comm Nyathi.
Mapurisa akawana mbatya dzizere ropa idzo dzainge dzakapfekwa naShamba zuva ravanonzi vakaponda mwana uyu.
Tapiwa anga achidzidza Grade 1 paNyamutumbu Primary School uye musi weChina svondo rapera akagadzirirwa mbuva yekunodya achinzi anorinda bindu revabereki vake. Ndipo paakagumisira kuonekwa.
Zuva remangwana racho, mumwewo mugari wemumusha umu anoti akashamiswa kuona imbwa yake ichizvuzvurudza mutumbi wemunhu uyo wainge usina musoro, maoko nemakumbo ose.
Mapurisa nevanhu vemunharaunda vakazonhongawo chanza cheruoko icho chinoratidza kuti chakapiswa nemoto, madeheny’a emusoro – rimwe racho risina shaya, mazino epasi nechirebvu uye richiri nyoro nedzimwe nhengo dzemuviri dzinosanganisira chidimbu cheshaya nechirebvu zvine mazino manomwe epasi.
Asst Comm Nyathi vaudza Kwayedza mangwanani anhasi kuti hapana zvimwe zvitsva zvati zvavapo mukuferefetwa kwemhosva iyi.
Info News
Mesothelioma and Asbestos Exposure: Understanding Legal Rights and Medical Treatment
Mesothelioma is a rare but aggressive form of cancer commonly linked to asbestos exposure. For decades, asbestos was widely used in construction materials, insulation products, shipbuilding, and industrial manufacturing because of its heat-resistant properties. Unfortunately, many workers who handled asbestos-containing materials later developed serious health complications, including lung diseases and mesothelioma cancer.
One of the biggest challenges with mesothelioma is that symptoms may not appear until many years after asbestos exposure. Patients often experience chest pain, breathing difficulties, persistent coughing, and fatigue before receiving a diagnosis. Because the disease is aggressive, early detection and specialized medical treatment are critical for improving survival rates and quality of life.
Treatment options for mesothelioma may include surgery, chemotherapy, radiation therapy, and immunotherapy depending on the stage of the cancer. Medical researchers continue exploring advanced treatments and clinical trials designed to improve patient outcomes. Specialized cancer centers often provide multidisciplinary care focused on pain management and long-term support.
Many mesothelioma patients also pursue legal compensation through asbestos lawsuits and settlement claims. Companies that exposed workers to asbestos without proper safety measures have faced significant legal actions over the years. Experienced mesothelioma attorneys help victims and families recover compensation for medical expenses, lost income, and emotional suffering.
Experts recommend that individuals who previously worked in construction, shipyards, mining, or industrial manufacturing seek regular health screenings if they suspect past asbestos exposure. Awareness, early diagnosis, and legal guidance remain essential for families affected by asbestos-related diseases.
The Importance of Renewable Energy for Future Generations
Renewable energy has become one of the most important solutions for addressing climate change and reducing environmental pollution. Traditional energy sources such as coal, oil, and natural gas contribute significantly to greenhouse gas emissions and global warming. Renewable energy technologies offer cleaner alternatives that support long-term environmental sustainability.
Solar power, wind energy, hydroelectric systems, and geothermal energy are among the most widely used renewable energy sources today. These technologies generate electricity with significantly lower carbon emissions compared to fossil fuels. Many countries are investing heavily in renewable infrastructure to reduce dependence on imported fuels and improve energy security.
Renewable energy also creates economic opportunities through job creation and technological innovation. Engineers, construction workers, technicians, and researchers are increasingly employed in renewable energy industries worldwide. Developing countries are using solar systems and mini-grid technologies to expand electricity access in rural communities.
Despite its advantages, renewable energy still faces challenges such as infrastructure costs, battery storage limitations, and inconsistent energy production during certain weather conditions. However, advances in technology continue improving efficiency and reducing costs associated with clean energy systems.
Experts believe renewable energy will play a critical role in protecting future generations from environmental damage and supporting sustainable economic growth. International cooperation and continued investment in clean technology are essential for building a more environmentally responsible future.