Makadii hama neshamwari Zita ndinoitwa Eunice hama ndaikumbira rubatsiro rwenyu mhuri yeZimbabwe hanzi mwana asingacheme anofira mumbereko ndauyawo kuzokuzivisai
nhamo ye hanzvadzi yangu Proudmore Gutu he was kidnapped musi wa9February kuRandfontein pacalabash so nguva yese iyi tai tsvaga I think nyaya yake yapostwa nehama dzedu baba
Roka neveChijanduka saka takazomuona nezuro kujoburg mortuary vekumotuary vari kuti akaunzwa musi wa10 February so hama dzangu takaomerwa semhuri ndaikumbira kune vanokwanisa kubetsera nepavainapo kuti body iuye kumusha vano transporter mutumbi vati vari kuda 23 000rands vanokwanisa kubetsera pindai mugroup link for more details-
Follow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/KAL8iHgtgxtEqrszHwBNxc