Tarrie Martin oudzwa kuti mavideo ake haanakidze uye haasekese dai axbirega hake."Ava vanongoshayawo ava ndoichiichocho kulushana mubhara kungwarira kuita zvima video zvisina kana musoro zvinobhowa ivo vachitadza kuvakisa imba dhuwq kuenda konogara mujarata kubva joni.
Endai kubasa kwete kuswera muchiita zvima video zvekumamaa zvisingatombosrkese.