Vanhu Voseka Tete Mildred Kuti Taikutsiurai Musazemberana Nenjapisi YekwaMurata Felistas Zvakuchafa NeBp Mamatochembera Zvakanaka Tambai NaMaitt At Your Own Risk

Vanhu voti tete Mildred Midhu get were soon inga Taikutsiurai wanikuti soyana nekuzemberana nenjapisi yekwamurata Felistas zvino zvamuchafa ne BP mamatochembera zvakanaka.

Nezungairwa rekwaMurata nhasi muripi Midhukana muchiudzwa hamunzwe tamba namaitt at your own risk hino inobvepiko sirivhera nendarama ramaimupa hamuna mwana mukomana here mototora feli Mwanawake

  • Share: