Videos

PHD Ministries

  • August 06, 2025
  • 588

Hama Dza Garikai Dzofumura Walter Magaya

He never throw stones to anyone and was not violent why kunyepa nhai            Garikai aingokumbira and talk to anyone zvakanaka and very humble vaitoshaya kuti sei achigara mustreet and dirtyZvekuti aipenga aitaura zvakanaka akumbira zvaka naka ndiani akamutora akamugadzirawo zvakanaka . I appreciate prophete magaya nemoyo         wangu wese kupfekedza munhu kusvika aitawo munhu pawanhu but wekushora waripo hazvina mhosva itori dambudziko woooooo haasi wekutanga achitonamatawo otororawo it's goodAnogona kupengewsa 2years zvake kuti wazoita😂 ma skits an...

  • August 06, 2025
  • 1349

Vanhu Vopumha Gogo Parufu Rwa Kimberly Maziriri Kim

Ndinongoti R. I. P, asi kazhinji muurai ndiye anodaro kushungurudzika kusvika pekupedzisira zvekti munhu anototi ape attension kumunhu iyeye panhamo 💘           nekuti gogo avo handisi kuona misodzi yavo Kunze kwekungoita noiseI just wish vanhu dai vachisiya munhu vape last respect to their loved ones not kumurambidza...inguva yakaoma and last viewing.         I remember when my mom died Pana Tete vaitirambidza kuramba tichichema and you just wonder kuti why.😭 Kim rest in peace ...