Saka Ngoni akatokundwa nevakomana vechidiki simba Enzo ,Nijo ,Mutsvene gaming kuita vakomana 🤣🤣🤣🤣🤣Dai tachibvisa pfungwa dzekuti vanakomana vakakosha kupfuura mwanasikana this world yairaramika munezvakanaka😭This is not right on all levels.... Africans muchiri nekushora mwanasikana nanhasi shuwa. Hunhu uhwu 🚮Vana vese vakakosha dayi vasikana vasina kukosha tisingatozive nezvako wambotanga wafunga kuti mom's vako vakakutakura 9 months mukadzi 😎Mwana chipo chinobva kuna mwari Zvekuti abuda ari musikana kana kuti mukomana iyo ndo decision yaMwari manje , lack of knowledge mune ka problemKo MB vane chikapa chebenzi ka mhofela vanenge vakango buritsa ziso kunge varohwa nemgetsi.
Tetez 💖 ndivo vachatowana 30K + nema 🌟🌟🌟 asvotwa enda unomama 😄😄Slow slow Tete hatina chekumhanyira , takananga ku 30k hedu ,muchifumura henyu ma panenge pakuda kukandwa ma recordings ema hule hule ari around Feli mokandira henyu Ketty oplayer tichienda takadaro ko kutyei ,,munombo hurirei muripavarumeTete munhu mukuru vane sure kunyora kuti infedility?🤣🤣🤣🤣Sure plus never take a stranger kuiti tete.tete vako chaivo hanzvadzi yababa,vanomira newe kutoti mwana wehanzwadzi yangu ivirgin apa vachiziva zvavo kuti unevana 2 kumusha.haikona tete venhema nhema
Shashl anogona hake let's put the sextape ting aside😁😁😁😁😁🤗Inini shashil ma songs ake handimahwisisiIni hangu handina kna 1 song ya tammy yandinozivadon't compare Anita netuvanhu tusina basa🫣 kana pane arikuda fight ngaauyeshashl followed by Anita umwe wacho ndianiIf these three could collaborate on an album they will go International but problem is Zimbo people are selfish😭😭, Dont believe in team work and only want the spotlight to shine on themselves. 1) collaborate (EP OR ALBUM) 2) shoot music video 3) paid marketing plus on their personal media. 4) engage in interviews and include fans. 5) tour 3-4 cities in Zimbabwe 6) Pay channel O, Mtv base, Trace etc 7)engage sponsors and also look for Ambassador opportunities
Yaaa only kumasingle mother akambovapa pressure zvekuti munhu wese Aida kuve samai titi zvekuti akadii zvaive zvisina basa chandoziva Jeri rakagadzirirwa munhu iko kuenda kwaakaita akudzoka anehunhu hunyowani and anenge adzidza zvakawanda uye zvadzidzisawo masinguru mother kuti vagutsikane nezvavainazvo vasazode kuwedzera nezvavasina vachiti ndezvavo zvisiri amen😂😂😂😂😂 Mai TT asika pfungwa dzake chaizvo dzinombonyatsomunyepera Seiko kkkkkk so afta kutorera vanhu Mari aifunga zvichangopera zvakadaroMazuva ayaaa ummmmm pressure yakapotsa yandirombesa namwari ndikat vamwe varikurarama life munyika umuuIni hangu I was motivhetedhi ne birthday haa BF yangu yaka$300 zvikanzi for the first time oh mari iyi tengawo zvaunoda coz I saw comment kwamaiTt Tinashe ndiye anonzi murume Kkkk
Shoko Rakasvika kuMalawi, Madam Boss murikunyepera ana Achimwene kuti muri Gospel singer kaimi😀Ini Tyra ndakatanga kumuziva paaimba maSongs ake eGospel akazosiya hake akuita maSkits so I'm sure uyo anyora zvaanozivaAripano Aripano Aripo baba mwari mweya mutsvene mweya mutsvene ndimwari Munyaradzi wangu ....... asi ndeye chinyambera here song iyo kana muchongoyoYes she is a gospel singer Yekuti" vasunungure baba ... vakwanise kunamata ".... Is it your traditional song? Or
Zvovengwa naaroi chete izvi🥱haa vanhu varikuisana mudzimba umu ndapa kutenda🙌🤓Nhumbu inonyadzisa munhu wese anobva atoziva kuti wakakwigwaMakorokoto kwavari 9mnts hadzisi nyore seni ndototya kuita ndakapotsa ndafa pamimba yekutangaKo iro hwaga muroyi rakaita kubata ngoni kuti ndimitise inga wakamitisa girlfriend wani 🤣rikasiiwa pachena, kuita photo shoot nema evil spirits, wakameme waiseka chikiti iwe uchiti uri mumerechi nhasi wakunyara kubuda pachena kuti ndakarambwa ndikati ndimitise kutadza nyadzi, ngoni akati no I am seeking asylum 😂😂
iwe enzo huya pano.. kuMashwede ukutsvagei nguva ino iyi? ko vana vasara nani kumba iwe uchinotarisa magaro evarume kuwondaWebota ari kubatsira... Kana pane mukadzi ane problem seiyo yebota isa comment ndizame kukubatsira kkkkk
Mwedzi uno maghost ngatiitei dhora dhora tiripo over 240k pano toda kuraiser at least 200k toipa Chelsea wedu toda atenge mota yake neimba yake ozvitangira kabusiness kake achizvichengetera mwana wake akarambwa naMujaya.Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira.Huyai nemadhora enyu makasunuguka tipe kuna Chelsea wedu watinoda tese pano😊😊❤️Am a woman saye ehe bt ndomene haichemedze pane pamwe patinoda kuzotsvaga sympanthy muvanhu bt paikumurwa brugwa aizviona kunge ane yese...this only proves kti murume angaite zvimwe zvese bt kune kwaanonyatsoziva kti uku ndokwangu...zvinogaro taurwa bt hanty memuchiti munhu ndewaMwari hezvoi oooh ....iye Mwari panyaya dzakadai anototarisa hake kuside kti umbomamaAaah ndiye atanga ku mitiswa here Chelsea . She need to move in with life mukore uno yo
Bvunza vanondiziva ndikatanga newe andipedzi chete problem I will be boosting ur page 😂that's why I will stop. Ini I'm not Chantel wenyu naTanya and group....ini ndokupostayi mese everyday, I don't work and I have time .chingoti pwe😂so I show u ?chingoti no Ndomuka newe,ndorara newe You scared ghost raNatalie away ka? Ini manje I have time wangu unopamama chete Bawsslady Chichie Kikky ablocker zvake,dai wablocker cause the more uchindipindura the more uvhindipindisa kumwedziSo is this ghost raNatalie uyo Enchantress😂😂😂😂
I am normally very patient with humans but OC anondinetesa dzimwe nguva. she has such a big heart but pamwe pacho haade kuterera kani. Yvonne Yvette tried to knock some sense into her, begged her even but akaramba achiita nharo. When your friends try kukudzorawo unofanira kudzoreka. it's sad because people really did this for a good cause.Shema hake haana kupusa. Sometimes life is more peaceful when you don't accept money from some people. Imwe mari will haunt you, hold you hostage and ruin everything YOU built from scratch. Already without accepting this money patone noise🙉. What if she'd taken it?! SHEMA TV works for the public, not for likes. Varamba kuitiswa nomatter the price 👏👏👏. We will give OC one credit though.... .she made Shema t.v known o