Tafadzwa Shamba was last month convicted of murder while the boy’s uncle, Tapiwa Makore Senor was found guilty of being an accomplice, after he provided his house for the commissioning of the crime.BREAKING NEWS: High Court Judge Munamato Mutevedzi has sentenced Tapiwa Makore’s killers to death.
Wasu arikuto pfeka zvese nema g-string afellyYa Kamuchacha achawana bhutsu yava mvemve iyi Mazuvano akuchena Wasu is even stress freeAkaburitsa rurimi kudai face kunge shato inoda kumedza tsuro
Iwe mbuya masiriri mukokoroshi mhanza yezizi Huku yechiboy , gosht rakanzi larisa June ndere nhundiramutsime yepa UK inonzi changamire is peaceful fungai mutisi akaudzwa nyaya dzako na Noster me gongomutoto re pa Ireland yu foced kety kukupa number dza was u nedza na TT and noster she warned you about kufonera vana ga Mai tt uye kumba kea mister waideiko noster she didn't invited you to come to her house it was your request tseke keep on buying Ketty ma drugs one dae is one dae ,
Mukore uno kudada negrocery matuzvi aya mukadzi mkuru shameHaina kurongedzwa last week here ๐๐๐ava Mai avawo futi show off yachoNdaizviziva zvangu kuti pane shura richaitika chete ๐คmai iyi kupedza week isina kutipinza mupantry mayo senyika , ndakazviziva hangu kuti pane chatichanzwa hezvo snow yakazofumuka โ๏ธzvekudonha muJoni! Ani iyeye kupedza week asina kutivhurira gedhe repapantry pake? ๐๐๐Zvaitoshura snow paJoni ๐ค๐MaZumba munongorwadziwawo nezvinhu zvisina basa, inga Kim Kardashian aitiratidza walk in Fridge yake wani but Americans havana zvavakataura but isu nekuda kwenhamo yemuZimbabwe munhu adya Ice-cream chaiyo anonzi anovhaira mutikwanire
Congratulations haasisina dumbu uyo ....Mwana wenyika yose akaburuka ...Saka Mai Dzambu matotangira RhianaKo mimba yacho hayizvarwe tizorore here haa imika ndeyenzou here kubva riinhiIsu takangomirira kuratidzwa panobuda nemwanaCongratulations Mai Dzabu ๐ชSaka Dzabu Mukomana here or Musikana ๐คฉ
Memory ingotaura nezve maketeni ako usiyane nemunhu ari kuchitokisi chiiko newe asi maidyanana zviweti unoshaya iweI want to uplift cat Family today, everything happens for a reason cat mom will come back stronger let's keep the faith๐ My testimony "Baba Maketeni had to be dismissed from work to be where we are today. "Hang in there God knows your situation he will remember you! Joy will come in the morning๐ #maimaketeni #catfamilyaunt #proudseamstressHaiwawo kwanai vakuti akutsvaga content yei munhu ane mashona chero maketeni ake akasatengwa mashoni anayo yekuisa musoro haakwerete i love dem both felly namai maketeni vamwe mongouya kuzotizunzira weti pano hamuna pekugara futi tumatsi twevanhu
Instead of getting on stage, Nox was arrested for deception, interviewed and held in Garda (police) custody until he appeared before Judge John Hughes at a weekend sitting of Dublin District Court,” The Irish Sun newspaper reported. In mitigation Judge Hughes accepted that Nox eventually compensated the hotel for their loss and he paid an extra €100 towards charity. The judge also avoided convicting the singer saying this would impact his ability to tour. In return Nox “agreed to visit and teach the children at the St Andrews youth club in Pearse Street about his music,” the paper added. The “Ndinonyara” hitmaker was released on bail and had his case adjourned until September. The Irish Sun newspaper report also notes that Nox “ple
Mugoni weMarriage ndeasinayo hukeyi bhoo here ๐๐Mura wandiregerera!Mai Maketeni we are laughing on behalf of Mura .. Cat Family Woyeee๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐คฃ๐คฃuchadzwa zvakuti murah ndiye problem zvimadofo zvakazara pano sokaa thank God zvaitika feli asipo zvake vamwe ndovarikugopandukirana noise dzega dzega asi vanoti mai vedu ndiwo vane noise ๐memo pauchanoona mai vedu uvaudze kt ayewa Mwari arikudzwa munamato wenyu murandakadzi zvirikuita ๐๐๐Hasiriye wemurume ainzi zum zum anoswera akakiirwa mumba ozobuda akunoturika ma curtain ema customer here ๐คฃVaita dzungu vemaketeni asi chokwadi zvacho ndechekuti kuhukeyi marriage iri kusheka sheka. Nway hazvinei nesu rega tivhote tiwa
Bhichizi be busy posting and flaunting their 'monied' lifestyle mumasocials umu, kwanzi hee we catch flights ๐ซ๐ฌ not feelings๐ค๐ค manje nhasi chiketchai inda netsikidzi mukati imomo ๐Nywe nywe nywe my God this my God that muchiita basa rekumhanyisa madrugs mumastreets umu kutowedzera crippling system yeZimbabwe yagara iri crippled kudhara, bloody hipokiritsi!๐ Dai Interpol yapindira team renyu rese ribatwe. Vamwe varikuruka misoro uko imi busy kugadzirira vanhu poison? Nhuzvatunzva dzevanhu๐ #MelodyChikarango #MaiGlenn #TrishLizzyChoga #drugdealers #vanhumujeriWotoona umwe achiti vasiyei vakutsvaka kurarama. How do you tsvaka kurarama while uchiuraya vamwe. ๐Jeri kana richienda vamwe zvonzi mune inda asi pakaenda amai vaye zvonzi vari happy monak
Ndofunga mazozviona kuti panyaya dzevarume masocialites vese havo vakutambura hazvisi ZvaMura wamoseka cheteRegai zvinzi kana uchienda mhiri takurana nemunhu wako zvokwadi unoita gomba reYukeyi vanhu vakatarisa. Kuita kuchinja varume kune mapants kmTasvika palevel rekuti chese chataurwa naShadaya tongoita learn or else we all perish bcoz rate ikufamba nemujolo haina kumbosiyana neye martgs๐คฃ