Chiremera chaicho. Next time usatuka muberiki wemuwe. Hazvibude munozotanga kuti takaipa isu magost patoita analysis . Fb hayikoshiwe chekare ne cha nhasi. Munhu ita Chiremera fb hayikoshiwe.
Last week i donated a brand-new TOYOTA HILUX single cab truck and 100 thousand U.S dollars to the SACRED HEART SMALL CHRISTIAN COMMUNITY at ST GERAHDS ROMAN CATHOLIC CHURCH in Greystone Park with pleasure...This was my small way of saying THANK YOU to the CHURCH for all the endless support they gave us as a family during and after my MOTHER'S FUNERAL... Losing a PARENT is the most painful thing on this planet and they made the burden lighter for us...When the head PRIEST drives around using the vehicle for GOD'S work and duties may he remember us in his prayers as we are nothing without the Lords blessings...I was baptized when i was 8 years, grew up in the Roman Catholic Church and actually became an Altar server at school. However when i turned 30 i decided to UPGRADE🔝 🤣
Ayarutsa Pokidhongo..😊 Happy Birthday Nathan 🎉🥂Manje manje muroora👰, after that chizukuru 👼. Aiwa zvinotendwa 🙏So she had mwana ane 17 ? 🤔
Mopower has now become the most Influential Zimbabwean on Social media, Wasu is now running Mai Ts Diaries which has the most following in Zimbabwe. While Mai TT is at Chikurubhi prison Wasu had full access to the page and can do as he wishes. Wasu is a trusted PA for Mai TT and while in Prison Wasu will be running her page promoting and doing everything with the page. People need to put some respect on Wasu name since he is now the most influential person on Social media in Zimbabwe. Related story. Magistrate Munashe Chibanda has sentenced comedienne Felistas Murata popularly known as Mai TT to 12 months in jail for theft of trust property, six months were suspended on condition she does not commit a similar offence in the next five years. She was also sentenced to 3 months in
Out Of Vanhu vese pasirino heyadhuresa wedu ndivovega vane hairline inotangira shure kwegotsi apa uri hairdresser🤣, zvombo famba sei kunze uku, ganvhosta, ndimba ndimba😂. Hairline Manyama Ungati vakarohwa nemheni muzidzoro iro
Tell us how ED and Chiwenga are planning to rig elections😂😂😂😂😂nenyaya yekuburitsa guru pie yakamuchacha here
Inga zvakaoma ana pokello inyii dxinodyirwa muhomweVaroora vekwaMnangagwa nevarume vavo. PakachenewaAsipo apo haasi munhu wekumhuri iyoyo. Gegege mbudzi dzemusango ngadzijigwe musangoMaibabooooo murume waSisy Pokello kusimba kasi she’s not sending him kuGym gegegeg
After Mai tt s fall yours will be greater just watch the space. These people dont love you just that you fought a common enemy. I dont like both you and Felistas you are both fake and greedy people. Iwewe you are just another mai tt reincarnation,a clout chaser and a fake person but don’t worry your fall is very close and it will be great. You are not a good person ketty you are very dangerous and pretentious
I hope iwe Eric hauchaiti zvekuvhaibha nezvicheche uchihurira mukadzi. Shuwa kudanana nevana vane zera nevana vako Eric kudenga kuchanorohwa benzi idi oo🤞Ndiyezve Eric uya wekumbomhanya nekamuteenager kaAyanda , neumwe uya ainzi Tsitsi wekuzomboburitsa manudes aEric ane jihwo Mai mwana front yese iyi ichipfumbuka vhu dzvuku , dust kuzara pa18 area pese apa 🤣🤣🤣🤣Rainetsa kuona nudhu raEric mufunge waitoita kutanga wazunza phone kuti dust ridonhe unyatsoona .Nude raiva nechivomvo munongonzwa imi. Zvakaoma veduwe , varume ava? Ibasa kani. Akarwadzisa shuwa ndopaakabva azotukwa KuTwitter naMoira tikatoziva kuti shuwa nudhu nderake plus matiles ekumba kwavo netsoka esp chigunwe chihombe zvaitoonekaa kuti ndiye zvedi! I hope hauchaiti zvemadhiri Eric Knight , usarwadzise Martha ved
Edith she’s not feeling well please dai vanhu vambomusiya.Ketina you owe Edith Chibhamu an apology, wakamutukira mahara. Akatsunzunyira ndiye Pennelop muchemi ane yello ndiye Edith #PostCredit: Kunya Huguta Mharapatsetse