Mhanyai kulive kwatete tilder maiweee vadhakwa handisati ndamboona zvakadaro ko vanojaivha kudaro tete tiridha.
Avawo Ava vanongoti tukumbo tunenge tsvimbo yapotsa muroi,,,,nxiKuda attention zvakunoita so saka waisirei pic iyo wadii kungonyora nhoroondo yako iwe hako hatinei newe hauna kana mbiri usati wasungisa zvipoko totanga kusungisa iwe vhurira baba keteni vawakapfigira mumba nhasi chaiye toda kuti uite live unavo.
Shem anonzwisa tsitsi nhasi atombodyawo nyama Mbale Mushure Mekunge Adzingwa Ku Star Fm Tete Tilda Magona.
Munzwireiwo tsitsi Mabrijo arikumiririra maBbe akumapurazi.
Nox wishing her Biological mother Happy mothers Day vanhu voti mai vake zvavatori vadiki pana Tallyn chii chamuchembedza kudaro
Happy Mother's day to you ladies ππ Dai pasina ndebvu dzenyu dzine nharo taitoku tengerai mabra chaiwo hanti hamuchapfeka ma andapeni evarume
Apa mwana wamai vako ane mwana chirema chawakatuka left right and centre Unobva watoona kuti upstairs dzacho hadzimo Gogo musalad chaivo vane chirwere naDoreen iwewe uri unknown asi unotuka Murandanyoro mumba menyu varimo vakunwa maArv Wakati baba vako vakafa vazadzwa chirwere nagogo musalad regai ndimbooenda kumaarchives ndodzoka Pana Doreen pawaimutuka ukati ane chirwere mai vako chaiwo confirmed it . So aluta continua we all know kaunity ndekwkumama soon chinenge chakaherereka Pedzerana naFeridhongo nekuti apa ukutozvitukira vanhu vemumba menyu wega
Haa ketty uri chibaba chimudhara and hauna waunokwata. Felistas ndichazezesa mutunhu unemago, husosharaiti hwese uhu hunomutya hunototangwa hwapfeka maghost kuti humutuke. Aiwa sando dzako vanhu 2 vaityisa kutuka cookie na mai tt wakavanyaradza wakanyanya wangu. Uri munhu ari bho zvako but ita yawaiita kare une team rako chairo ana noster nana keffy siyana nezvimafelebrity izvi kunyaya loveness
Swagger nation Hamumufarire kusouth Africa Ukonmungamusiyawo achienda akadai here Ku high tea .Murume murume chokwadi kuita kusunga chikanganwa hama face ikati ndiri baba.
Why most Zimbabweans ari kuchando pfungwa dzichirasika Ska nemubedroom nguva yebonde inenge ingori kubhala kubhala ilizwe ππ€£ππ€£ππ€£π€£π€£π€£ππ€£π€£ππ€£πJean Gasho needs Help .