Zimbabwe’s election was not credible, reports today’s NewsDay-Zimbabwe based on SADC and African Union observer mission reports. For the first time in Zimbabwe’s electoral history, the regional body SADC has trashed the election process using the evidence which was on show for all to see of shambolic planning, voter intimidation and suppression, and election rigging! The central question now in the minds of many is what happens when an election has been declared not credible?
Mutungamiri webato reZanu PF VaEmnerson Mnangagwa vachivhotera CCC nhasi kuPricarb farm muKwekwe. Mifananidzo ina Mlondolozi Ndlovu. Mukuseka zvenyu asi ED akahwina kuchachemwa nenzara muZim already yakutoverengwa panyika dziri very poor in the world. Zvinotopisa tsitsi hapana kana chinosekesa fungai kuti muzvipatara hamuna mshonga akawinner dzimwe 5 years chii chichaitika already zvinhu zvakatosunga kudai. We have already lost it😢ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ballot papers vanawo already voted hakuna humbwa hwakadai many areas hkuna ballot paper 📄 vakadiii ku prenta according to voter’s registration role with extras haa
ZEC why honestly MOTi mapaper anopera na8 pavoter vanhu vangani nhy Ko hamuna kutarisa number yevanhu vakaregister hre so 7 dzikakwana tisati tavoter muchaita sei nesu mbavha dzenyika uuuum musadaro Harare veduwee Foreign observers naiyo SADC yenyu yogozopa report kuti elections were free and fair pakadai. Vakomana kaaa. Musadaro imiZEC itai zvenyu nhau yekuvoter kwevana veZimbabwe kufambe mushe imbomirai mahumbwe haadi pazuva rakakosha ndozuva rekutaridza kuti makarongeka makaenda kuchikoro izvi zvamunoita zvinotaridza kusadzidza mabasa acho makapinda sieko nhayi imi cy kuudzirwa zvekuita pabasa renyu Same with Bulawayo, Nkulumane hakuna ink... Sei zvisina kushaikwa kunana Uzumba... Now people will give up vodzokera kudzimba... Imagine less th
Tytan mukadzi zvaachatokwirwa wakati favava 🤣🤣🤣. Zemo rinamai Ava ita plan mufana iwe Congo dust urikuishaya here ikoko utumirwe 🤣🤣🤣 Aaaaa a whole married woman acting live shez on a bachelorette party🤣🤣🤣😅😅 hayas zvimwe zvacho is uncessary .Olinda dzokera unobatwa chiuno uko you only live once 🙌🙌🔥🤣🤣🤣🤣🤣🤣Kkkkkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣 Olinda dzokera unobatwa chiuno uko you only live once 🙌🙌🙌🙌🤣🤣🤣🤣Striper rinoda pa bachelor party with your few girl friends not pachaunga icho and married tooTytan anoda soft life ndosaka ari kusvirirwa mukadzi achiz
Tatelicious Karigambe-Sandberg makuhwa enema uchaarega riini nhai .. zvawaiti mwana ndevaBaba vaye vekumusangano ende uchafa uchingorikitwa kkk zvawakaitwa Joni zvishoma ah hameno ramba uchidero hako, usati hatina kukuyambira , guhwa haridi munhurume😇😂😂😂 imi hakuzive kuti kwini i Entertainer 😂😂😂 problem munenge muchida kuti zviite shuwa museke . Ngatingosekai tochiziva kuti pamwe ijoke pamwe ishuwa l mean it’s social media nothing too Kuita mazi buns kudaro...Dzabu ndi baba vake zvake paari..so beautiful👌👌â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸ Hope ana tatelicious, evidence & crew vadzidza kusangounza wrong guhwa kkkkkk Boss chim
Zimbabwean UK based tik toker Dudley Tafadzwa Mudoti popularly known as Drag Killer is alleged to have molested a young boy. According to close sources he was left to care for the young boy and he instead allegedly went on to molest the minor aged 12. “Akasiirwa mwana to babysit in good faith munhu akubata mwana, the parents only found out after the boy started getting violent and secretive. He only opened up after the mother convinced him to speak,” said the source. All efforts to reach Dudley were fruitless
Tosvitsawo msg sei kuna president kuti vanhu ava muzim vasungwe nhai vakuparadza ma marriages out there nxaaa Ndopomoita basa rekutipa maWrong number nekutiIgnowa kumaInbox imi muchiona kuti varume vakupfeka maG-string😂🤣🤣 Vakadzi ndimi muri kunyanya ku follower ngochani muchiti hee Queen heeee mother muchachema henyu dzakukutorerai varumeDai tubhora tukasungwa neg string nxaaa warris that🤨 Kusarohwa uku zvinoda kudirwa shure iyoyo nemafuta anopisa Ndosaka ndisina kubvira ndaka follower varume vanopfeka madress hazvinditire zvakanaka choseHooooyo mkomana ariku enjoyer hake bhavhadhe rake zvakanaka zvinengei Chihwitsi the Mnandi😂😂😂Masvada akaita kumbanikidzwa... Poor balls
Ku cat family kuri kurotwa ndatii Zviroto zviroto Dai paitwa go fund me zvikwereti zvabhadharwa nekuti zviroto apa hazvishandeKurotera munhu asinei navo kana kukupa yedata drama rine mapenzi ayo so ka🙆🻠Meanwhile they can't and cannot pray for themselves tonhave better life health and even better salaries busy playing for someone akazviparira ega it's not like akapomherqa nhema and stuff ka apa🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kana vanhu vari brainwashed havadai ava vakadyiswa nefoshoro🤣🤣🤣haaa muroyi akaroya tukiti dai avanzwira tsitsi vazaruka pfungwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣munovawanepiko varume vamunoudza hope dzemichacha. I can't imagi
Karma wakazonyanya speed paku locate address ya Marry Chiwenga. Ko kumboitawo chinono sezvauri kuita Kuna Ivy Kombo. Karma kubva wazodaro kunge Marry ndiye ega here atanga kupwanya dzimba dzevamwe. Ingawani Ivy akatorera Mai vake chaivo murume . Karma usadaro Wagamupula iri rapfidza pakusvika pakupika gehena ari mupenyu. Hospital and courtroom ndihwo hwava upenyu hwake chokwadi.Ndosaka zvichinzi life haina formula zviye zvatinoona pa manigerian movie kuti ukakura uchitambura wozopfuma unogona kutongofa uchingotambura umwe anoita hutsinye hupenyu wese asina kana karma waanowana vamwe Misha yakatomira nemisodzi yeumwe mukadziIvy atori mu karma yake baba vaya vari too controlling and they try so hard dai vanga vakagara vakanyarara sezvavanga vakaita makore ese aya🤣🤣🤣chaak
Chembere dzagumanaAakunge Michael JacksonMa nhangirikini ake ekuseri haasi fake here?? Saw her dancing in aaaihhh Ko hazvindengendeke wani 😂😂😂handigoni zvangu make up but apa akuita kunge make up iya inoiswa zvitunha neve NyaradzoAna kuchembera heee bvuma wasakara kasi imi munoda kufa kuri vadiki ini ndoda kukita ndava gogo ndaunyana nerurimi . Hapana chino sekesa pakuchembera it’s a blessing 😒 bhita bhichiziBut mateerera zvaanga achitaura here apo? Very proud ma looks haana basa 2023 ino!!!!