I'm officially unliking the song, shame it was now my ring tone😥....pasi nemhanduuuu mharapatsetsetse Zanu PFMazviwona kaa kuti Album rakayimbirwa Zanu.. Jah Prayzah ukudiridzira Garden rako nemisodzi yevanhu 😢. Mwari havadhakwe 🤞
Welcome tete vedu ku Tsapfuldo family strong beautiful legs wonzwa rimwe richiti une tsapfu dzinenge dzembwa yakazuzumira bin . Tsapfu people ahoy. Tete Mildred maswera sei ?
Madam boss votoudzwa chokwadi kunzi kusekana kwana kamba usaseka maitt iwe unotoraramawo fake Life.
Panofanirwa paine n'anga yakasina kubhadhara chete kanhu kenyu ikaka.Ndiyo iri kukonzeresa nyonga nyonga yese iyi I
. .feli is a fraudster.Vanhu vakatukwa naFelly palive Madam Boss Kuda Chamisa Tinashe Mutarisi Lorraine Guyo Ketty Masomera Tatelicious Karigambe-Sandberg Zuva Urbern Tete Zuva Kana pane vasara tauraiwo tiburitswe muhari.
Zvino ticharoorwa naaniko ngochani zvadzawanda kudatika varume😂😂🤣🤣
Team rese riri kuuya kuseri tichiti heeee zuva keep quiet ingawani you posted her uchiti she tried to warn you about snake family. Listen to me well well all you judge judiz Hapana chinohi I’m team nhingi warawara! Ini handicha hot spotwe zvekudaro ever since I was betrayed na Mrs No response. Mumwe ne mumwe anomira side rake remusi iwoyo Ndoita zvandoda ku zuvanation! Handiudzirwe wekutorera side Ndiriweku side kwangu nhasi Ndakatukwa ndini pazvaigwadza manga musipo Nhasi ndavakuseka makuda kundiudzira zvekuita paHondo ye nyika yakadayi Getaway Let me be Ndakatukwa you don’t know how it feels Nhasi ndikamukandichiti peace ✌🽠there will be peace Bu
Beverly Sibanda Dzikama relationship ya Bona Mugabe Na Simba hainei newe same neyako yakangoperawo wani wachata paya .Nothing lasts forever sis
Mai Maketeni makabhadhara mari kutenga hushamwari namaitt munonyadzisa kunzwisa tsitsi mukadzi mukuru.
500 people scammed by Bosslady Chichi .Takazvitaura tikatukwa kuri mapryramid amuri kujoijer aya its a scam.