Monday, June 01

News News

June 04, 2023

Mai Maketeni Voti If I post Zvinhu Zvangu Handisi Kutaura Maitt1Vanhu Voti Vanosvota Senge Mangai Kutsvaga Mbiri

Pane akamboita hanya ne family members here tibvire uko 😅 unenge uchireva Feridhongo iweNdozvaka tsamwirwa ketile izvozvo kna watamba na kiti wotomira naiye chte zvekumira ne family wombomira kusvika paune usingachade😅Mai ava vanovaviwa nekutsvaga mbiri varegererei vanofinha semangai

June 04, 2023

Wicknel Chivhayo Onzi Dumbuzenene You Hupfumi Hwako You Take From The Poor Nyika Yese Haina Magetsi Ccozy Of You Saka Chimboenda Wonomhanya Or Unozvisiya Wangodonha Ne Fat Yakawandisa

True riches is when you give others platforms to flourish not when you take away from the less privileged and clandestinely and fraudulently make your way to the top

June 03, 2023

Vakaita DNA Wani Mazimba Oti Zvimwe Hazvibvunzwe Mwana Wa Greatman Kufanana Na Sulu Chimbetu Heya Heya

Inga zvinonzi vakaita ma DNA akabuda ari wa greatman wani 🙄Pane ane song yaTuku here yekuti zvimwe hazvibvunzweHiiii nhai Mwari ko kufanana 🤣🤣🤣ndopaunonzwa kakadzi ka greatman kachiti nyweee nyweee nxaaa ane hutsinye

June 03, 2023

Vanhu Voti People Will Never Take Kettina Serious Dai Aita Register To Vote Isu Toti Mebho Totomuda Akadaro Arikutogadzirisa Nyika

Takatomutora serious kare. Ketty has finished her mission kare and vacho that were targeted by her message which is vanhu vema rounds, potential vanhu vemaround and macompany vakatonzwa message kare and they are staying clearance of maitt which was the goal. The rest is entertainment and we are here for it nema stars ✨ zvese 💃💃💃💃💃💃💃 go ketty goDai Ketty achitomhanya neregister to vote zvirinani, izvi zvemaaudios azvishande and taneta. People will never take her serious cz anonyanya zvinyadzi nekakusakwana so, izvezvi nyaya dzemari yemaround akangozvitaura 2days zvikashaya basa cz akungohumana. And vese vezvikwereti vakaenda kwaari chikiti achangoti endayi mobhadharwa kufacebook 🤣😂😂. Corruption yemuZim ungaz

June 01, 2023

Gongomutoto Felistas Kettina Shawari Yako Ndomatch Yako Chaiyo Zvaiwana Ngwarati Go Kekkt Goo

Gongomutoto 😅😅😅😅😅 iyi ndiyo match yaferidhongo manje iyi. Kuti geje geje vanonyatsokuindiranaHenarooo zvaiwana ngwarati kumama ichifamba. Gore rino ngwarati yakazozvimamira saka hazvipere mushe namadzimai Nduku

June 01, 2023

Baba Titi Varikutofara Zvavo Nezvirikuitika Vachitadza Kuchema Nababy Mama Hutsinye

Nhasi baba titi vanemufaro honha nyemwerero😭😭😭😭😭murikufarei baba imi muchitadza kunyararidza baby mama munehutsinye fani baba imi

May 21, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Tells Maitt Ungapiwa Mbiri Nemafollowers Ako Go Mura But Haufe Wakaita Peace Nezororo Mumoyo Mako Haurare Hope Dzinerugare

When your followers hype you on Facebook but deep down you are sad, guilty and still trying to prove a point ! Pride kills ! It’s a silent Assassinator! Burukai pamusoro pamakazviisa, hupenyu huendeke. Uchanzwa rimwe richiti - ndinoshaya content ! Nxaaa✌️ Changamire Is Peaceful! 🦍🦍🦍

May 21, 2023

Pakafamba Dhiyabhorosi Nyoka Apa Nekuda Kwegodo Neshanje Zvemashamwari Muchazvirega Henyu

Pakafamba dhiyabhurosi nyoka apa 🤒🤒Kana mada zvehushamwari be yourselves around each other. Appreciate your friend nezvaari and never try to feel you are better or you can surpass who she is. Let your competition be you you you and get nothing but inspiration from each other. Don't also listen to makuhwa and sidestep one another. Accept that your friend has other friends and you can still enjoy each other's company masangana. Zvimwe zvese you know what to do

May 21, 2023

Jah Prayzer Arikudiridzira Garden Rake Nemisodzi Yevanhu Fans Not Happy Nechiremera Song Yaakaimbira Zanupf

I'm officially unliking the song, shame it was now my ring tone😥....pasi nemhanduuuu mharapatsetsetse Zanu PFMazviwona kaa kuti Album rakayimbirwa Zanu.. Jah Prayzah ukudiridzira Garden rako nemisodzi yevanhu 😢. Mwari havadhakwe 🤞

May 17, 2023

American Millionare Rutendo Samaz Welcomes Tete Mildred Kutsapfu Family Hanzi Mave Tete Vangu Not Va Felly

Welcome tete vedu ku Tsapfuldo family strong beautiful legs wonzwa rimwe richiti une tsapfu dzinenge dzembwa yakazuzumira bin . Tsapfu people ahoy. Tete Mildred maswera sei ?

135 136 137 138 139