Abatwa Mbavha Yemakoko

From Our DM 

 

Guhwa ririkuti Murume uyu akabatwa achitengesa zvinhu kuSimona kuBindura haasi kutaura kuti azviwanepi zvinosanganisira,gas tank reblue line gas,bhutsu dzechikadzi,malice akawanda,maketeni,solar battery,

 

 

 

 

twufoni twumbudzi 4,sugar salt mafuta ekuzora evakadzi.iye ATI azvitora kuharare.kana pane akabirwa zvinhu zvataurwa,fonerai mapurisa pasimona zrp base.

  • Share: