daitawo nyaya irikundidya moyo. Ndaedza kuziva kuti chii chaizvo pa nemurume akatitengesera stand kuGraceland last year but one asi akatitengesera pasina chinhu. Anonzi Tinashe Maduza, he is a former Zanu PF MP from Kambuzuma. Mafirst days aiti tikamufonera oti ndaenda kumeeting na President, maybe aida titye, asi takazoendesa nyaya kumapurisa. Aimbove chairman we cooperative asi akazodzingwa nenyaya dzekuba, izvi takazozviziva after.
Tamupa mari. By then we gave him $4000 nekuti aiti stand i8000, 200m2. Taivewo tisina ruzivo of how to go about it when buying a stand. Takazoenda ku Surveyor General ndokwatakaudzwa kuti paive pasina stand number yakadaro. Tikamuti tidzoserei mari yedu, akadzosa pakutanga 600, then akati imwe anodzosa. Since then haabatike. Takanoreporter nyaya kumapurisa, zvikanzi since akambodzosa yava civil case.
Takaenda nayo ku civil. Takapinda busy nekubuda mari dzekufambisa, then mapapers anoda kugadziriswa. Takazoona kuti tine Legal Aid inotibatira mari. Takavafonera vakatipa munhu anotibatsira kusvika nyaya takaihwina. Akanzi atibhadhare mari yedu. Iyo mbavha iyi itori nema lawyer anotoimiririra kana ku court yaisauya. I think vagara vachitozviita.
Problem now, kubva patahwina nyaya mu court, lawyer wedu akaenda ku Legal Aid. Uyu haachataure zvine musoro. Sometimes haadaire macalls or kutaura zvisina kunaka. Akangopedzisira kuti kunofanira kunoiswa mapapers eku attach zvinhu. Since then haataure zvinobatika. Patove nemonth since verdict yapaswa veduwe.
Where do I go kunoreporter? Unenge uchizama kutevedzera mutemo asi haaa vanhu vava kuda mari. Ndiri kufunga kuti lawyer wedu akatopihwawo mari. Munhu haasi kuda kutipa mari yedu, asi lawyer aive nayo mari iyoyo. Yakandiwandisira. I know kune vamwe ishoma, asi zvinenge zvakatitorerawo makore kuiunganidza. Pliz help, what do we do?
Info News
Medical Malpractice Attorneys: Protecting Patient Rights
Medical malpractice occurs when healthcare providers fail to meet professional standards, resulting in harm to patients. Victims often require legal assistance to prove negligence and recover compensation. Content in this niche should explain common cases such as surgical errors and misdiagnosis.
Because settlements can be substantial, advertisers invest heavily in this space. SEO optimization should include keywords like “medical malpractice lawyer” and “hospital negligence attorney.” Providing educational content builds authority and attracts high-value traffic.
Best ERP Software for Manufacturing Companies in 2026
Manufacturing companies are under intense pressure.
Supply chain instability, labor shortages, rising operational costs, and AI automation are changing the industry quickly.
That’s why more businesses are investing heavily in the best ERP software for manufacturing companies in 2026.
What ERP Software Actually Does
ERP systems connect core business operations into one platform.
This may include:
- Inventory management
- Production scheduling
- Accounting
- Procurement
- Supply chain tracking
- Workforce management
Modern ERP systems now integrate AI and predictive analytics.
Why ERP Implementations Fail
Many ERP projects become disasters because companies:
- Rush implementation
- Ignore employee training
- Underestimate customization needs
- Fail to migrate data properly
ERP success depends heavily on planning.
Final Takeaway
The best ERP software improves efficiency, visibility, and scalability.
But successful deployment requires strong leadership and realistic expectations.