Anemari Ndiye Mukuru Mukasa Teedzera Zvandirikuda Ndongorova Pasi Nemari

Tsano chero mune Mari yakazara motor munotogariswa pasi momboombera izvo zvamakuda kuita ndokuratidza kuzungaira Ikoko ko pride yabvepi nhaimi , wakaronga zuva ndiwe that means hauna chimwe chauri kuda kuita Saka ukumhamyira kupi 

 

 

 

 

Zvinhu zvinotonyorwa pasi vanhu vachitaura zvavari kuda hakusi kutenga motor , panotoitwa tsika chaidzo kusara kwekunge kwauri kuroora

 

 

 

 

varikutambawo njuga zvavo ndopaunoudzwa total wakarara mumotorI love the straight talk."hanti mwana wenyu ndukumuda.musanditambisire wo time." Me i would say give me the $100k and a nice jeep and bye bye. My daughter will get advice from vanatete ve makombi and ku market to leave you later ....

ndiye Mukuru mukasa teedzera zvandirikuda ndongorova pasi nemari yangu

  • Share: