Apfuurwa pa court mu wynberg akamirira kuita witness in Capetown nhasi date 8 AprilKwakambopfurwa umwe mkadzi uya nenyaya yekuda kuita witness iyi mmmmmm zvakaoma,,seiko mapurisa asinga protector ma
witnessKupenga chaiko SA muno makamboitwa witness unofira maharaMujoni zvekuita witness kuzvicherera guva chero uinayo information zvirinani kufa nayo