Apisirwa Mumba Ne Boyfriend

Imwe bitterness yekurambwa haidi kudai.

 

Mukomana akarambwa kwakutaimira musikana asipo kwakuuya kuzopisa room inogara musikana as a pay back yekurambwa nekuti Musikana uyu ndiye akange akuchengeta mufesi

 

 

 

 

 

asisashande pamwe zvakamurwadza Kuti ndarambwa nemunhu akandigamuchira ndisisashande.

The girl was tired of staying with the guy since aive ne nungo yekutsvaga rimwe Basa aingova ma statement daily for almost six months.

 

 

 

 

All her documents were burnt zvese nehembe dzemwana since she was also staying with her child but zvimwe hazvina kuzotsva luckily a couple who stays next room were around otherwise dai zvinhu zvese zvakatsva they wanted to catch the guy but he was already running away when he saw neighbors coming out.

  • Share: