I didn't know that advertising unofanira kutanga waita background check...so vemafuta anozokwapura vanhu vanosungwawo here?Tyra na mhosva musambovhundutswe nema kabias tsvagai good lawyer aburitse ma Certificates Government itiudze kuti fongkong wavo akamawana sei aka approvwer nani vasanyepere kuzungaira Tyra na mhosva maive vashandi makateedzera channel zvatangwa kumusoro Zimra ne City council nekuma tax ngavasungwe ndovakatokonzera kuti vanhu vabirweBaba Nicky TV yenyika yakangofanana nana Tyra vakamupa license ndovatori vanhu vane mhosva kupfuura iye Fong Kong toziva license re business company risinga approvwe zvekumhanya akariwana sei😀😀😀 judge munamato vakaty ukabatsira kuty mhosva iparwe nyangwe usina kupara mhosva yacho unosungwa zvinofanana nemupari wemhosva vakapa muedzaniso wekuty chero ukapa munhu ,mota or Banga kuty munhu aibatsirike pakupara mhosva newe UNE mhosva vakaswera vachitaura takadzidza zvakawanda kkkkk