Banabas Manager Otokanganisira Ana Nyathi Zanupf

Saka kuti ndokwabva Mota yevana🤔Zivani bedzi but don't come and convince us that mwana wegarwe is business minded .

 

 

 

Problem yedu mazimba kusekerera mvavha ,Ndakazvitaura December kuti before we know it Nyathi anenge ava member of Parliament wekuMusha kwake kuya. Izvoka.

 

 

 

 

Nyathi achaita hake councilor..haaaa ini ndakagara ndati influence yababa ava inyaya yezvidhinha chete here ..and mazuvano vave vocal and honestly takazivira kunana nyathiIwe Banabas usatimamire wanzwa😂😂 people are angry mumastreets umu

  • Share: