Thursday, August 13

Breaside Paita Tsaona Vakomana Ma1

pane vakomana vaita accident tavekusvika pa Breaside.They turned in front of in coming truck and was hit nepadumbu.

 

Driver akakuwara zvishoma mu musoro nemutsipa uye vaiva kumashure vakanga vadzvanyirirwa patakazokwanisa kuvaburitsa mumota pekutanga ndakambofunga kuti umwe wacho akanga atofa nekuti akanga angotarisa pasi akagara pa seat.Takatanga kuda kuedza kubatsira kuendesa vanhu kuchipatara.Asi forcus was on ava vaibuda ropa ava nekuti taiti ndivo vakange vakuwara uyu hapana hapo akaudza umwe kuti uyu afa but takangovheta nemaziso tikati maone.

 

Mota dzakamira dzakawanda asi vashoma vakagona kubatsira except one mukadzi akauya ndokuenda pane uya wandaifunga kuti afa akati mupenyu akamuradzika pasi ndokuita seanomukisa achimuisa mweya mumuromo.Nenguva isipi vanhu vese vakanga vaungana vakadainzira zviya zvinoita vanhu kana magetsi adzoka.Vachiti AMUKA !!!!

 

 

 

 

Kuti tichaisa umwe uya akanga adzvanyiwa mumota mangu aingoridza mhere ukada kumubata. Special thanks to Discovery Ambulance Services who arrived in no time vakatora uya akanga amutswa kubva kuvakafa uya ndokumuisa panenge pa oxygen.Ndokuzoisa wekutyoka muviri uya pachi stretcher ndokumuisa mu Ambulance yavo.They were doing it effortlessly kani kana kuchema chema kwaaiita tichimubata hatina kumbokunzwa.

 

 

 

 

So ndakazo bvunza kuti mukadzi uya aiva chiremba akati aisava chiremba asi vakanga vakaita first aide kubasa kwavo aito shanda kunoitwa printing I WAS SHOCKED.Ndakazorega kutora number ndaona kuti aive nemurume wake asi handina hangu kunyara kubvunza kuti zviya zvaakanga aita zvainzi chii anenge akati mouth to mouth resuscitation I think ndaida kuzoiitwawo mhoti 😆😆🤪

 

Izvozvi ndikutoda kunotsvaga kwekuita first aide course.I think its high time kuti kudzikwe mutemo kuti mwana paanotora ma results ake a form 4 anofanira kunge aine first aide certificate.

 

Vanhu vazhinji varikufa munzira umu nekuti vakabatwa nevanhu vasina ruzivo uye varikutanga kusvika havasikuziva zvekuita vangatotora mifananidzo rather.

 

 

 

 

Inini ndakaitawo a bad journalist hangu ndabvuma kwacho ndakabvapo ndisina kana picture.

 

Inini hangu this time handina basa ne certificate ndikuda kuziva mabasics ekufano batsira tichimirira ana mazvikokota.

  • Share:

Info News

The Global Water Crisis and the Importance of Clean Water Access

Access to clean and safe drinking water is one of the most essential human needs, yet millions of people worldwide still lack reliable water sources. Population growth, climate change, pollution, and poor infrastructure are contributing to a growing global water crisis affecting communities across Africa, Asia, and other regions.

Clean water is essential for health, agriculture, sanitation, and economic development. Contaminated water sources can spread dangerous diseases such as cholera, typhoid, and dysentery. Children are especially vulnerable to waterborne illnesses, making access to safe drinking water a major public health priority.

Climate change is worsening water shortages in many areas through droughts, changing rainfall patterns, and rising temperatures. Agricultural industries, which rely heavily on water for irrigation, face increasing challenges in maintaining food production during dry conditions. Urban populations are also placing pressure on water infrastructure as cities continue expanding rapidly.

Governments and humanitarian organizations are working to improve water access through infrastructure development, purification technologies, and conservation initiatives. Desalination systems, rainwater harvesting, and advanced filtration technologies are helping provide clean water in water-scarce regions.

Experts emphasize that sustainable water management is essential for future global stability. Public education, environmental conservation, and investment in water infrastructure will play major roles in addressing the growing water crisis and protecting future generations.

Career Development Insight

Investing in education, such as online MBA programs or certifications, can significantly increase earning potential. Flexible learning options allow professionals to upgrade skills without interrupting their careers.

Searches like “best online MBA programs” show strong intent. Choosing accredited programs improves career outcomes.