Cat Family Yese Yoti Hatina Basa Namaitt Asi Tinenge Tichitya Kublock Tikasavati Go Mura Havadi Kuudzwa Chokwadi

Regai nditore mukana uno kupindura vese varikuti heee zvikiti ndozvapesvedzera kuti kamuchacha asvike paari nhasi chinhu chamofanha kuziva pamasocialite a muzimbabwe havadi kuudzwa chokwadi vajaira kuitwa sugarcoat sooo ukaudza munhu chokwadi unoblokwa soooo vanhu vese they will end up vakungoti go mura kupage kwake coz vakasadaro vanoblokwa soooo not kwakamuchacha chete even mamwe masocialites havadi chokwadi but imi masocialites chamofanha kuziva ndechekuti isu tokupesvedzerai tetirikudzimba dzedu senge nhasi zvikanzi kamuchachi akupinda mujere anopinda ega imi ana it is well munenge musipo ana go mura munenge musipo sooo zvakuda iye maitt agare pasi nepfungwa dzake adzamisise pasina ana go mura ava coz havana kana zvavanomupa basa nderekungoti heee saka muchaitasei munhu achinda pama1 everytime nxaaaaa zvikiti hamuna brain

  • Share: