Chigumba Usade Mari Kusvika Pakuda Kukanganisa Life Yevana Vedu Zimbabweans Not Happy

Chigumba usade mari zvekusvika pakunganisa life yevana vedu.dzimwe 5 yrs tichidadirwa napokello na Ed dzimwe 5 yrs vana vedu Tachigara Kure navo...5yrs watofunga kuti tisvike 25yrs tirikure nehama dzedu kufa tisina kumbogara zimbabwe watiuraya

 

 

 

Panyama nhete chigumba Am broken, and ndakange ndine hope yekuti zvinhu zvichaita, ndaitoti kupera kwemwedzi uno ndikudzokera kumba kunogara nemwana but izvi zvikungotaridza zvoga kuti 5 more years ndichishanda munoImagine everyday unpacking LV negucci isu tichitambura chekudya hacho     

 

 

 

 

Haa zvakaoma unowana mwana rajaya kana mhandara wakamusiya arimudiki nekuda kwekushaya apana chinhu chinorwadza sekushaya bond nemwana wako nekut unenge usina kugara naye this is wat we are going through nekuda kuzama kuchinja setuation irikumba 

 

 

 

I dont blame pokelo at all mazimba tiri selfish hapana kana anoda kuti tibatane tirwire nyika yeku cause munhu nemunhu anongozvifunga iye nemhuri yake chero tikati ngatimboitai strike for a week apana anoda nhamo dzedu adzifanane varipo varikutorarama munhamo imomu vachitowana asi kut tibatane munhu achitofunga kut koini ndanyanyoshayei chekuti ndipedze nguva yangu ndichinoita strike 

 

 

 

Vangani vaenda kuchando ukatarisa process yacho nemari inodiwa ipapo its too much asi varipo varikutoita process yacho izvozvi kutaura kudai varikuiwana mari iyoyo they don't care abwt anything asi kuchinja hwavo upenyu vaende vanhu varikunze kwezimbabwe they are more than varimunyika why ??

 

 

 

 

 

 

cause takasarudza kutiza pane kugadzirisa tinemoyo yakaoma apana zimbabwe painochinja aslong mumwe nemumwe achizvifungira nemhuri yake tingangochema hedu panapa asi mudzimba dzenyu amusukumboshaya imi amungazvitaure zvenyu kana usati warwarirwa or kuita hama irikuita zveguka/mutoriro nekuda kwekushaya apana chaunoziva chaungacheme pano

  • Share: